- Gweno vanoti mkuu (n. figtree) kureva mukuyu.
- Gweno vanoti mburi (n. goat) kureva mbudzi.
- Gweno vanoti ulimi (n. tongue) kureva rurimi.
- Gweno vanoti βandu (n. people) kureva vanhu.
- Gweno vanoti findo (n. things) kureva zvinhu.
- Gweno vanoti kana (or) kureva kana.
- Gweno vanoti ɲama (n. meat; wild animal) kureva nyama.
- Gweno vanoti ndzofu (n. elephant) kureva nzou.
- Gweno vanoti ŋ̩guku (n. chicken) kureva huku.
- Gweno vanoti maβoko (n. arms) kureva mawoko.
- Gweno vanoti -fika (v. arrive) kureva kusvika. Mamwe mazwi: -βona (v. see) kureva kuona.
- Gweno vanoti -kaβa (v. hit) kureva kukava. Mamwe mazwi: -leka (v. leave) kureva kurega.
- Gweno vanoti -όnga (v. suck) kureva kuyamwa. Mamwe mazwi: -rumwa (be sent) kureva kutumwa.
- Gweno vanoti kidʒo (n. food) kureva chidyo. Mamwe mazwi: ndiβa (n. pool) kureva dziva.
- Gweno vanoti moro (n. hot, fire) kureva moto. Mamwe mazwi: mafura (n. oil) kureva mafuta.
- Gweno vanoti -βumba (v. mould clay) kureva kuumba. Mamwe mazwi: -rumbuka (v. break) kureva kudumbuka.
- Gweno vanoti βaɣeni (n. guests; visitors) kureva vaeni.
- Gweno vanoti mrwe (adj. big) kureva hombe. Fananidzai nokuti murwi.
- Gweno vanoti -mwi (n. one) kureva chimwe. Mamwe mazwi: -βi (two) kureva mbiri.
- Gweno vanoti -raru (n. three) kureva nhatu. Mamwe mazwi: -na (four) kureva ina.
- Gweno vanoti -tanu (n. five) kureva shanu.
- Gweno vanoti mwasu kana vasu pakuwanda (n. person) kureva vanhu.