Saipurasi

(runangakatsva kubva kuCyprus)
Republic of CyprusΚυπριακή Δημοκρατία (muChigiriki)Kıbrıs Cumhuriyeti (muChituruki)
Rwiyo: Hymn to Liberty

Saipurasi kana Shipurasi (kureva Cyprus, Chigiriki: Κύπρος, Chituruki: Kıbrıs) pachihofisi inonzi Rudhende rwe Saipurasi, chitsuwa chiriku mabvirazuva eBhahari re Medhiteraniya kuchamhembe kwe Mugimbakirwa ye Anatoria. Sekutodza ziwumbe, inowanzo iswa kuEzhiya ye Madokero asi patsika ne hutonganyika inewukama ne Yuropu ye chamhembechemabazuva. Inyika iri pachinzvimbo chitatu pakukura, uye chitatu pahuwandu hwe vanhu pazvitsuwa zve Medhiteraniya, uye kuchamhembe cheTuruki kumabvazuva e Vugiriki, ne madokero e Siriya.

Gutaguru rayo iNikosia.

Nyika iyi ine miganhu neVugiriki, Turuki, Siriya, Rebhanoni, Ijipita ne Isiraeri.

Mashoko chinjirudza




Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi