Didinga
Mazwi Anotodza Bantu
chinjirudzaMamwe Mashoko
chinjirudza- Didinga inoti horom (n. mountain) kureva gomo.
- Didinga inoti danga (n. bow) kureva uta.
- Didinga inoti horu (n. lowland) kureva dunhu rakaderera. Ko chadereka?
- Didinga inoti unak (n. valley; plain) kureva bani.
- Didinga inoti mana (n. field, garden) kureva munda.
- Didinga inoti uwalla (n. poison) kureva hwanga.
- Didinga inoti jore (n. fighting, war) kureva hondo.
- Didinga inoti jaani (n. broom) kureva bhurumu.
- Didinga inoti thaar (n. name) kureva zita.
- Didinga inoti maam (n. water) kureva mvura.
- Didinga inoti ngabilla (n. hedgehog). Mamwe mazwi: billa (thorns) kureva minzwa.
- Didinga inoti piyan (v. do task) kureva kuita basa.
- Didinga inoti ngaani (n. mother) kureva amai.
- Didinga inoti kor kana kora (n. day) kureva musi.
- Didinga inoti ngaata (there) kureva uko.
- Didinga inoti ngaati (here) kureva pano.