Fungura izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Yeukai Fungura; Grace Fungura; Ropafadzo Fungura; Munyaradzi Fungura.
  • Mafungautsi izita remakomo ari kuGokwe anovharwa nemhute pamusoro pawo pachiita kunge pane utsi.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Swahili neMambwe vanoti funga (1. tie on/up; 2. fasten, bind, secure; close, shut, lock).
  • Sangho vanoti fungula (v. open, release, present - e.g. music). Swahili vanoti mfungua (loosening , unfastening, release, liberation, rescue).
  • Swahili vanoti fungua (1. untie, unfasten, loosen. 2. open, 3. open, start; 4. free, liberate, release).
  • Zigula inoti kufunguka (to loosen; be loose; loosening; unfastened; untied).
  • VaZigula, VaMambwe vanoti kufungula (undo, unlock, unfasten, unwrap, to take apart, unbind, to free; to loosen, unwind).
  • VaLungu vanoti ukufuunga (to lock) kureva kuloka kana kukiya. VaNyakyusa vanoti fungulo (n. key). Umbundu inoti fungula (n. rage).
  • Baila vanoti kufungula (to take an infant from its and adopt it) kureva kupara mwana. Taabwa vanoti fungula (n. eggplant).