Ife mutauro weAfrika unowanikwa kuBenin, Togo neGhana.

Mazwi Anotodza Bantu

chinjirudza
  • Ife vanoti arúkà (n. 1. old man, old; 2. little boy). Fananidzai nokuti kuyaruka?
  • Ife vanoti furu (v. degrade (a person or an animal)) kureva kufuruka.
  • Ife vanoti dzèrèbe (v. doubt). Fananidzai nokuti dzerevende?
  • Ife vanoti góró (v. be too much to be able to bear, exaggerate). Fananidzai nokuti gorosviba?
  • Ife vanoti gbárúkà (to age - of men).). Fananidzai nokuti musharukwa?
  • Ife vanoti tã́ (v. finish; complete) kureva kupedza. Chewa vanoti yata kureva yapera
  • Ife vanoti tã̀rã̀ (v. expand, scatter.) kureva kudandauka kana kumwararika. Fananidzai nokuti kutaramuka?

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Ife vanoti adza (n. dog) kureva mbwa.
  • Ife vanoti ara (n. 1. body; 2. one; the other) kureva muviri.
  • Ife vanoti idza (n. friend ) kureva shamwari.
  • Ife vanoti ɖá (v. 1. cut; 2. create; 3. compose (music etc.); 4; found (a town or village); 5. buy).
  • Ife vanoti ɖára (v. be clear, clean.) kureva kuchena.
  • Ife vanoti ɖé (v. 1. equal, 2. agree) kureva kuenzana.
  • Ife vanoti ɖíre (v. 1. show, demonstrate, indicate, reveal. 2. introduce) kureva kutaridza.
  • Ife vanoti ɖóòrò (v. be clear, clarified, settled).
  • Ife vanoti ɖóro (v. 1. stand; 2. be pregnant).
  • Ife vanoti dzàre (v. be right, win (a lawsuit)) kureva kurungama.
  • Ife vanoti tútù (n. 1. cold; 2. fresh, raw).
  • Ife vanoti gàlí (n. cassava flour) kureva hupfu hwemufarinya.
  • Ife vanoti odzú (n. 1. eye; 2. face; 3. limit (of land); 4; page (of a book). 5. surface).
  • Ife vanoti a (n. gbogbo n crowd) kureva mhomho.
  • Ife vanoti idza (n. fat). Fananidzai nokuti chidya?
  • Ife vanoti igbã̀ (flank - of the body).
  • Ife vanoti otútù (n. 1, cold; 2. fever (often malaria)).
  • Ife vanoti tsã̀ (v. 1. choose. 2. sort) kureva kushara.
  • Ife vanoti tsakanya (v. act in a quarrelsome way; provoke quarrels, fights).
  • Ife vanoti tsàlá (v. be amazing, be ample, do not tighten).
  • Ife vanoti tsɛ̃̀tsɛ̃̀ (n premier).
  • Ife vanoti tsolè (v. fly, steal).
  • Ife vanoti tsaru (v. 1. speak, 2. stay, calm, don't worry, don't react). Fananidzai nokuti kutsarukana?


Duramazwi racho rinowanikwa pa webonary.org.