Kuomba
(runangakatsva kubva kuKuwomba)
Kuomba kana kuwomba (to roar; make loud sound like a lion) zvinoreva kudzvova kunoita shumba.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- Chewa vanoti kuombera (sound for anyone; to be for sounding; play musical instrument) kureva kuridza.
- Chewa inoti kuomba ngoma (to beat a drum), kuridza ngoma. Chewa inoti kuomba manja (to clap the hands) vachireva kuwombera mawoko.
- VaFwe vanoti ku-omba (to play an instrument) vachireva kuridza chiridzwa. Chopi vanoti kuwomba (v. to speak).
- Chewa inoti kuomba (v. shake, beat or rattle; sound a trumpet; blow a horn; ring a bell; beat a drum; clap the hands; thresh corn).
- Chewa inoti kuomba mfuti (to fire a gun) kureva kuridza pfuti. Chewa inoti kuomba (v. fashion, form, manufacture) kureva kuumba.
- VaLungu vanoti ukuoomba (to work) kureva kushanda. VaMambwe vanoti -wombela (v. work for something or someone), kushandira.
- Maconde vanoti -omba kana -womba (v. beat a drum, fire a gun, blow a horn, flute) kureva kuridza.