Moloko mutauro uri pamupanda weAfro-Asiatic unowanikwa muCameroon.

Mutaro uyu hauna mazwi mazhinji anotodzana neBantu.

  • Moloko inoti baba (n. father) kureva baba.
  • Moloko inoti mama (n. mother) kureva amai.
  • Moloko inoti Hʊrmbʊlɔm (n. God) kureva Mwari.
  • Moloko inoti zaj (n. peace) kureva rugare.
  • Moloko inoti baj (n. light) kureva chiedza.
  • Moloko inoti dzaj (speak) kureva kutaura.
  • Moloko inoti talaj (walk) kureva kufamba.
  • Moloko inoti dzadzaj (dawn, light) kureva kuyedza.
  • Moloko inoti haj (millet) kureva mapfunde. Mamwe mazwi: haj (n. house, compound).
  • Moloko inoti dar (v. burn) kureva kupisa.
  • Moloko inoti daf (n. loaf) kureva rofu rechingwa.
  • Moloko inoti holombo (n. nine) kureva pfumbamwe.
  • Moloko inoti gam (a lot) kureva zhinji.
  • Moloko inoti dede (grandmother) kureva ambuya.
  • Moloko inoti sese (n. meat) kureva nyama
  • Moloko inoti war (child) kureva mwana.
  • Moloko inoti ele (n. thing) kureva chinhu. Mamwe mazwi: ahar (n. hand) kureva ruwoko.
  • Moloko inoti malan (n. greatness) kureva hukuru. Mamwe mazwi: malan ga (great, big) kureva huru.
  • Moloko inoti bamba (n. story) kureva nyaya.
  • Moloko inoti ndam (n. people) kureva vanhu.
  • Moloko inoti dala (n. money) kureva mari.
  • Moloko inoti ombolo (n. sack) kureva saga.
  • Moloko inoti dar (v. move) kureva kunyedza.
  • Moloko inoti tar (v. enter) kureva kupinda.

[1]

  1. https://refubium.fu-berlin.de/bitstream/handle/fub188/21901/118-3-760-3-10-20170712.pdf?sequence=1&isAllowed=y