Mururu
(runangakatsva kubva kuMuwawa)
Mururu, mubarwa kana muwawa (n. Khaya anthotheca. Red mahogany) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica dzinoti Congo, Kinshasa, Tanzania, Malawi, Mozambique neNyika yeZambia. Mururu muti mukuru une hunde yakati twasa unogara une mashizha akasvipira.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaFwe vanoti ku-rura (v. to be bitter). Mamwe mazwi: bururu (n. bitterness) kureva kuvava.
- Lugungu vanoti kilulu (adj. adj. bitter or sour tasting).
- Kimbundu inoti kulurisa (v. to salt; add salt) kuisa munyu.
- VaZigula vanoti lulu kana malulu (n. sapphire) vachireva mhando yedombo rinoyevedza.
- VaWanga vanoti omalulu (fierce; brave; strong; powerful; troublesome; fierce; dangerous; bitter; sour; hot).