Anufe
(runangakatsva kubva kuNupe)
Mazwi Anotodza Mitauro yeBantu
chinjirudza- Anufe inoti baba (n. father) kureva baba.
- Anufe inoti buru (n. round, spherical) kureva burungwa.
- Anufe inoti dzoro (n. Mutual work; co-operation) - zvichida vanoreva madzoro.
- Anufe inoti ejinda (thanking; the prostrating; thanks). Mambwe inoti -cindika (vt. to respect, honour, esteem) kureva kuremekedza.
- Anufe inoti elesa (waking) kureva kumuka. Mamwe mazwi: wara ((Loose; open; separate).
- Anufe inoti jin (v. To do; to make; to cause; to manage; to create; to perform). Fananidzai nokuti muzvina. Sokuti muzvinapembe.
- Anufe inoti koto (n. Hooked, as a shepherd's crook). Fananidzai nokuti kukotama.
- Anufe inoti kumbuli (n. anger). Fananidzai nokuti kugumbuka?
- Anufe inoti kuru (old, aged) kureva munhu mukuru.
- Anufe inoti ta (v. To tell; to announce) kureva kuudza.
- Anufe inoti tofu (to be weak; to be convalescent). Fananidzai nokuti mutobvu.
- Anufe inoti tswa (to break). Fananidzai nokuti kutswa.
- Anufe inoti tako (Under; underneath; beneath; below; down; bottom).
Mamwe Mashoko
chinjirudza- Anufe inoti ciko (n. Value; equivalent; worth) kureva hukoshi. Mamwe mazwi: cinga (cluster of bananas - but not whole stock).
- Anufe inoti cingu (n. cold, fever). Mamwe mazwi: da (to be, to exist) kureva kuva. Mamwe mazwi: yita (before; in front).
- Anufe inoti danda (n. Brown and white horse) kureva bhiza rine mavara machena nebrauni. Mamwe mazwi: dã̀líli (n. Influence; assistance).
- Anufe inoti dada (Property; profession; office, of the parent handed on to the children).
- Anufe inoti dana (Part; portion; place;) kureva chikamu. Mamwe mazwi: dangi (relative; kinsman) kureva hama.
- Anufe inoti dekun (n. white cloth woven in narrow strips). Mamwe mazwi: dikanyi (n. very many) kureva dakataka.
- Anufe inoti din (v. to strive) kureva kushingaira. Mamwe mazwi: do (Much; many; plenty) kureva zhinji.
- Anufe inoti dofa (blue) kureva blu. Mamwe mazwi: dogbà (n. foundations or props of a granary) kureva nheyo dzehozi.
- Anufe inoti dota (n. camp; a small settlement; a country village) kureva musasa. Mamwe mazwi: duku (sweet potato) kureva mbambaira.
- Anufe inoti duku (n. common land tortoise) kureva hamba. Mamwe mazwi: dzaga (Poor; scamped; imperfect).
- Anufe inoti dzodzo (first) kureva chiposhi. Mamwe mazwi: dzu, dzuru (to be red) kureva kutsvuka.
- Anufe inoti dzunyi (very red) kureva tsvuku-tsvuku. Mamwe mazwi: ecami (n. blessing) kureva ropafadzo.
- Anufe inoti edzo (n. seed) kureva mbeu. Mamwe mazwi: eje (n. current, tide, flow, or ebb of water) kuyerera kwemvura.
- Anufe inoti ekanya (informing;) kureva kuudza. Mamwe mazwi: ekpa (n. shoulder) kureva bendekete.
- Anufe inoti enya (n. result; outcome; affair; proceedings). Mamwe mazwi: ele (n. rain) kunaya kwemvura.
- Anufe inoti eswa (particular). Mamwe mazwi: eswa (n. Section; division; department) kureva mupanda.
- Anufe inoti gaba (front) kureva mberi. Mamwe mazwi: gaba (n. body) kureva muviri.
- Anufe inoti gami (help; assistance) kureva kubatsira. Fananidzai nokuti kugamha.
- Anufe inoti guta (three) kureva tatu. Mamwe mazwi: gutata (all three).
- Anufe inoti gwaku (n. handful) kureva chanza chizere. Mamwe mazwi: gwala (n. handle) kureva mupini.
- Anufe inoti gwapa (n. wing) kureva bapiro. Mamwe mazwi: janja (together) kureva pamwepo.
- Anufe inoti lewu (medicine, said to cause people to sleep). Mamwe mazwi: gangari (Whole; entire).
- Anufe inoti lolo (To regard; to consider; to heed). Mamwe mazwi: eye (before, ahead of).
- Anufe inoti ndondo, ndoro (every, any). Mamwe mazwi: wuru (uncountable; everywhere).
- Anufe inoti nyiwanyiwa (n. crane). Fananidzai nokuti nhiwatiwa.
- Anufe inoti ruwa (n. water) kureva mvura. Mamwe mazwi: zunga (To pass over or above).
- Anufe inoti Soko (God) kureva Mwari. Mamwe mazwi: tswa (v. to commence; to begin).
- Anufe inoti Soko (the sky) kureva kudenga. Mamwe mazwi: yaka (n. Red pepper).
- Anufe inoti sunga (Trouble; discomfort; annoyance; bother). Mamwe mazwi: gunguru (whole; perfect; entire).
- Anufe inoti tara (Level; flat; straight). Mamwe mazwi: tsotso (to be close; to be nearby).
- Anufe inoti tasa (Plate; dish; platter; bowl. From French: tasse) kureva ndiro.
- Anufe inoti tsara (equal) kureva kuenzana. Mamwe mazwi: tsakani (Between; among).
- Anufe inoti tubu (fresh) kureva freshi. Mamwe mazwi:eye (n. Eye; face; visage; form; side).
- Anufe inoti tswana (n. leader, leadership) kureva mutungamiri.
- Anufe inoti tun (v. To send) kureva kutuma.