Rukota izita rinowanikwa muTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Herbert Rukota; Zeinda Rukota; Amadi Rukota; Asmani Rukota.
  • Mazwi ari pedyo: Chikota, Mukoto, Chakota, Kakota.
  • Makota (councillor, minister) zvinoreva sadare ari mumiriri wedunhu.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mamwe mazwi.

  • VaTsonga inoti kota (n. manager) kureva maneja. Hadiyya inoti k'oota (n. marriage gift; wedding gift; dowry).
  • Sangho vanoti kota (big, large, enormous, important, superior) kureva huru. Mamwe mazwi: kota zo (n. dignitary, elder, important person).
  • Kimbundu vanoti makota (n. advisors, ministers; elders). Mamwe mazwi: makota (n. bigger, main, superior, major, head) kureva chikuru.
  • Swahili vanoti kota kana makota (a type of millet chewed like sugar-cane) kureva ipwa.