Kakota sezita
Kakota izita rinowanikwa muMalawi neCongo, Kinshasa.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- VaTsonga inoti kota (n. manager) kureva maneja. Hadiyya inoti k'oota (n. marriage gift; wedding gift; dowry).
- Sangho inoti kota (big, large, enormous, important, superior) kureva huru. Mamwe mazwi: kota zo (n. dignitary, elder, important person).
- Kimbundu vanoti makota (n. advisors, ministers; elders). Mamwe mazwi: makota (n. bigger, main, superior, major, head) kureva chikuru.
- Swahili vanoti kota kana makota (a type of millet chewed like sugar-cane) kureva ipwa.
- Chewa inoti kukota (v. deflect; n. deflection).