Bambara
(runangakatsva kubva kuVaBambara)
Bambara mutauro unowanikwa kuMali, Mauritania, Ghana, Senegal, Cote d'Ivoire neBurkina Faso.
Mazwi Anotodza Bantu
chinjirudza- Bambara inoti baba (n. father, dad) kureva baba.
- Bambara inoti ma (n. mother) kureva mai. Mamwe mazwi: yere kana fanan (same, selfsame).
- Bambara inoti sira (n. road, path) kureva nzira.
- Bambara inoti tàma (n. temple-cheek region). Mamwe mazwi: sara (vt. pay).
- Bambara inoti sàra (n. pay, salary, compensation) kureva musharo.
- Bambara inoti dɔgɔ (vq. 1. small; petit; 2. insufficient, rare). Mamwe mazwi: dɔgɔ (n. younger sibling).
- Bambara inoti dolo (n. traditional millet beer; alcohol) kureva doro.
- Bambara inoti yirika (a lot; number of). Mamwe mazwi: yɔrɔ (n. place, spot, space).
- Bambara inoti yiriwa (vi. develop, grow, mature; 2. vt. increase, augment, strengthen, foster).
- Bambara inoti jama (n. crowd, audience) kureva dzama revanhu. Mamwe mazwi: jamana (n. country, state).
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Bambara inoti ayiwa (interj. ok, alright, well). Kusiyana kwacho nokuti aiwa muChiShona!
- Bambara inoti fugari (n. worthless person, lout). Mamwe mazwi: yere (self).
- Bambara inoti furusa (n. divorce) kurambana. Mamwe mazwi: furu (n. marriage).
- Bambara inoti gaari (n. string, thread). Fananidzai nokuti gavi?
- Bambara inoti gàra (n. indigo). Mamwe mazwi: jùru (n. 1. string, cord; 2. load, debt).
- Bambara inoti gàsi (n. insult, offence). Fananidzai nokuti kudira gasi?
- Bambara inoti gàwa (n. clueless fool). Mamwe mazwi: gwana (n. bachelor).
- Bambara inoti jiri (n. tree) kureva muti.
- Bambara inoti jùla (n. trader) kureva mushavi.
- Bambara inoti juma (n. Friday) kureva musi wechishanu.
- Bambara inoti màkari (n. mercy; clémence, compassion) kureva k.
- Bambara inoti màra (n. region) kureva dunhu.
- Bambara inoti siya ( n. sort, kind, race, ethnic group, species) kureva rudzi.
- Bambara inoti su rɔ (n. last night) kureva husiku hwanezuro.
- Bambara inoti yira (show) kureva kuratidzika.
- Bambara inoti kaafiri (a. infidel; heathen, pagan). Fananidzai nokuti jakafiri?
- Bambara inoti kan (equal, same).
- Bambara inoti kiti (n. judgment).
- Bambara inoti kongo (n. the bush; woods).
- Bambara inoti kòori (vt. surround; make round).
- Bambara inoti kòori (n. circle) kureva denderedzwa.
- Bambara inoti kulu (herd; pack; flock. From: Arabic) kureva guru.
- Bambara inoti mara (vt. keep, conserve, take care of, control, master, govern).
- Bambara inoti masala (n. chat; conversation). Mamwe mazwi: mùsàka (n. expense, fee, cost).
- Bambara inoti nàmàsa (n. banana).
- Bambara inoti ngɔ̀ɔnɔ (n. throat) kureva pahuro. Fananidzai nokuti Chin'ono?
- Bambara inoti ɔ̀nhɔn (yes). Fananidzai nokuti hongu?
- Bambara inoti saheli (n. north) kureva maodzanyemba.
- Bambara inoti sàmara (n. shoe, shoes, sandal, sandals, footwear) kureva shangu.
- Bambara inoti sani (vq. clean, sanitary) kureva kutsvinda. Mamwe mazwi: saniya (n. cleanliness, hygiene).
- Bambara inoti sanu (n. gold) kureva goridhe.
- Bambara inoti tɔɔrɔ (vi. suffer). Mamwe mazwi: tɔɔrɔ (n. suffering, pain, annoyance, inconvenience, trouble, problems).
- Bambara inoti tunga (n. foreign land).
- Bambara inoti yɛ̀rɛ (even, in person). Fananidzai nokuti kuyererana?