Iton

(runangakatsva kubva kuVaIton)

Iton mutauro weBantu unowanikwa kuCameroon.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Iton vanoti aja (n. pain) kureva kurwadza.
  • Iton vanoti dàŋ (v. cross) kureva kuyambuka kana kudanha.
  • Iton vanoti zà (n. hunger, famine) kureva nzara.
  • Iton vanoti àmoz kana àmwos (n. day) kureva musi.
  • Iton vanoti bola (v, destroy, make rot) kureva kuwora.
  • Iton vanoti e-wálì (n. birth) kureva kuzvarwa.
  • Iton vanoti ndá (n. house) kureva imba.
  • Iton vanoti mbòٝní kana mbòòní (n. resemblance) kureva kufanana.
  • Iton vanoti ngwe (n. pig) kureva nguruve.
  • Iton vanoti wej (n. honey) kureva huchi.
  • Iton vanoti mbwe (n. friend) kureva shamwari.
  • Iton vanoti e-wom (n. ten) kureva gumi.
  • Iton vanoti vàa (v. remove). Fananidzai nokuti kubva.
  • Iton vanoti zenga (n. beard on an ear of maize).
  • Iton vanoti dongo (n. whitlow - an inflammation of the deeper tissues of a finger or toe).
  • Iton vanoti iso (your father). Mamwe mazwi: isa (his/her father).
  • Iton vanoti boni (found) kureva kuwanikwa.
  • Iton vanoti mwan kureva mwana. Mamwe mazwi: bwan (n. children) kureva vana.
  • Iton vanoti ndom (n. brother - of a girl) kureva hanzvadzi-komana.
  • Iton vanoti mbama (n. grandparent).
  • Iton vanoti ena (n. four) kureva ina.
  • Iton vanoti tana (n. five) kureva shanu.
  • Iton vanoti asi (n. ground) kureva pasi.
  • Iton vanoti mboy (n. friend) kureva shamwari.
  • Iton vanoti tegbe (v. be weak; lazy).
  • Iton vanoti kwan (v. be smooth).
  • Iton vanoti pum (the colour white). Mpum (white) kureva huchena. Sokuti: mpum nda (n. white house).
  • Iton vanoti kalada (n. letter) kureva tsamba. Chewa vanoti karata.
  • Iton vanoti kab (v. divide) kureva kugova. Fananidzai nokuti Mugaviri.
  • Iton vanoti koy (n. shell; pod).
  • Iton vanoti bobgo (v. sit; stay) kureva kugara.
  • Iton vanoti ngwan (n. moon). Sokuti: ngwan ite pa (v. the moon shines).
  • Iton vanoti bálâ (vt. marry) kureva roora.
  • Iton vanoti boni (v. create, found, beget). Fananidzai nokuti kupona.
  • Iton vanoti cingi (n. river bank) kureva gombe rerwizi.
  • Iton vanoti jáálâ (v. fill up) kureva kuzara.
  • Iton vanoti káá͡ŋgá (v. roast) kureva kukanga.
  • Iton vanoti mڮ-mònì (n. ancestor).
  • Iton vanoti tal (perceive), Fananidzai nokuti kutara kana kutarisa.