Kimwani
(runangakatsva kubva kuVaKimwani)
Kimwani kana Mwani mutauro weBantu unowanikwa kuMozambique. Mwani zvinoreva mahombekombe kana beach kuEnglish saka Kimwani zvinodudza mutauro werudzi rugere pedyo negungwa.
Mazwi Anotodza Shona
chinjirudza- VaMwani vanoti nyuki (bees) kureva nyuchi.
- VaMwani vanoti ulu (big) kureva guru.
- VaMwani vanoti kuluma (to bite) kureva kuruma.
- VaMwani vanoti mwiri (the body) kureva muviri.
- VaMwani vanoti makala (charcoal) kureva marasha.
- VaMwani vanoti kuja (to come) kureva kuuya.
- VaMwani vanoti kwipika (to cook) kureva kubika.
- VaMwani vanoti kunywa (to drink) kureva kunwa.
- VaMwani vanoti kurya (to eat) kureva kudya.
- VaMwani vanoti riso (eye) kureva ziso.
- VaMwani vanoti kugwa (to fall) kureva kuwa.
- VaMwani vanoti moto (fire) kureva moto.
- VaMwani vanoti uni (firewood) kureva huni.
- VaMwani vanoti njala (hunger) kureva nzara.
- VaMwani vanoti kuulaya (to kill) kureva kuuraya.
- VaMwani vanoti mwezi (month) kureva mwedzi.
- VaMwani vanoti kanywa (mouth) kureva mukanwa.
- VaMwani vanoti munyu (salt) kureva munyu.
- VaMwani vanoti kulala (sleep) kureva kurara.
- VaMwani vanoti nyoka (snake) kureva nyoka.
- VaMwani vanoti juba (sun) kureva zuva.
- VaMwani vanoti mwiwa kana miwa (thorns) kureva minzwa.
- VaMwani vanoti mepo (wind) kureva mhepo.
- VaMwani vanoti mwaka (year) kureva gore.
- VaMwani vanoti ng’ombe (cow) kureva mombe.
- VaMwani vanoti maji (water) kureva mvura.
- VaMwani vanoti kifuwa (chest) kureva chipfuwa.