Angu

(runangakatsva kubva kuVangu)

Chinyorwa chino chakaunganidza mazwi anodudza kuti ndini mwene wechinhu chabva kutaurwa. Izwi rinodudza kuti ndini mwene rinoshanduka zvichienderana nokuti chabva kurehwa chiri pamupanda wemazita upi.