Arumeniya

(Redirected from Armenia)
Republic of ArmeniaՀայաստանի ՀանրապետությունHayastani Hanrapetutyun
Flag of Armenia.svg Coat of arms of Armenia.svg
Rwiyo: Մեր Հայրենիք, "Mer Hayrenik/Our Fatherland"
Armenia (orthographic projection).svg

Arumeniya (nge. Armenia) kana Arumenia, inonzi pachihofisi Rudhende rwe Arumeniya, inyika yakakomberedzwa yakagadziwa mumatundumadzi echiArumeniya ekumadokeri e Ezhiya. Chikamu chechisi che Kaukasi; uye yakaganhurwa ne Turuki kumadokero, Jojiya kumaodzanyemba, Lachin Koridho (kutsi kweRhashiya fosi yekuchengetedza rugare) uye Azeribhaijani kumabvazuva, uye Irani ne Azeribhaijani exclave ye Nakhichivhani kuchamhembe. Yerevhani kugutaguru, guta rikurukuru uye chipakiti che mari.

Nyika iyi ine miganhu neJojiya, Irani, Rudhende rwe Nagorino-Karabhakhi, Azeribhaijani ne Turuki.

Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Guta re Vhatikani · Hangariya · Holandi · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Mondenegiro · Morudhovha · Mubatanidzwa woVumambo· Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Sani Marino · Seribhiya · Sorovhakiya · Sorovheniya · Speini · Swidheni · Turuki · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi