Lhukonzo

(runangakatsva kubva kuBakonzo)

Lhukonzo mutauro weBantu unowanikwa kuUganda neDemocratic Republic of Congo.

Mazwi Anotodza Shona

chinjirudza
  • Bakonzo vanoti erighenda (to go) kureva kuenda.
  • Bakonzo vanoti omunwe (finger) kureva munwe.
  • Bakonzo vanoti enyama (meat) kureva nyama.
  • Bakonzo vanoti ezalha (hunger) kureva nzara.
  • Bakonzo vanoti thatha (father) kureva baba kana tate.
  • Bakonzo vanoti embwa (dog) kureva imbwa.
  • Bakonzo vanoti enggwe (leopard) kureva ingwe.
  • Bakonzo vanoti iwe (you) kureva iwe.
  • Bakonzo vanoti nyiri (I am) kureva ndiri.
  • Bakonzo vanoti niwe (it is you) kureva ndiwe.
  • Bakonzo vanoti sindirya (I am not eating) kureva handisi kudya.
  • Bakonzo vanoti mundu (person) kureva munhu.
  • Bakonzo vanoti mwaka' kana myaka (year) kureva gore.
  • Bakonzo vanoti eribwe kana amabwe pakuwanda (stone) kureva ibwe.
  • Bakonzo vanoti okuboko (arm) kureva ruwoko.
  • Bakonzo vanoti akana (a kid) kureva kana.
  • Bakonzo vanoti omuthi (tree) kureva muti.
  • Bakonzo vanoti Na (with) kureva na-.
  • Bakonzo vanoti kambere kana baluku (first born male) kureva dangwe remukomana.
  • Bakonzo vanoti kambale kana bwambale (second born male) kureva mwanakomana wechipiri.
  • Bakonzo vanoti enzoka (snake) kureva nyoka.
  • Bakonzo vanoti obubuya (beauty) kureva runako kana ruuya.
  • Bakonzo vanoti waghe (my) kureva wangu.
  • Bakonzo vanoti wethu (ours) kureva wedu.
  • Bakonzo vanoti wenyu (yours) kureva wenyu.
  • Bakonzo vanoti wabo (their) kureva wavo.
  • Bakonzo vanoti wiwe (his/hers) kureva wake.
  • Bakonzo vanoti enyu (yours - plural) kureva yenyu.
  • Bakonzo vanoti omulhume (man) kureva murume.