Vhudzi
(runangakatsva kubva kuBumhu)
Vhudzi kana bvudzi (Hair in English) imhando yemvere rinomera pamuviri wemunhu munzvimbo dzakasiyana. Vhudzi rinowanda mumusoro, chirebvu, maziso, nehudyu.
.
Imvi (grey or white hair) zvichireva vhudzi jena.
- Bumhu (forelock, the lock of hair that grows from the fore part of the head).
- Zhumu (smalll tuft of hair on head).
- Dendevure kana rudongo (tuft on head). Zvichida ndipo panobva zita rokuti Chitongo?
- Motsi (Short curly hair; short woolly hair) kureva vhudzi rakamonyana.
- Kuita motsi (to curl hair).
- Mutsikwa kana nduni (big bunch of hair, matted).
- Betu kana gwarakwara (strip of hair).
- Nhemba kana nhesa (round patch on top of head). Vamwe vangati munhemba.
- Gushe kana makushe pakuwanda (a bristle, hair on animals or bodies of men, fur).
Kurerutsa
chinjirudza- Changarara (Shock of hair 2. Shockhead). Ane changarara: his hair is uncombed and unkempt.
- Chakaringanwa ibvudzi upfumi hahuna kuringanwa. What is shared by everybody is hair, riches are not shared (equally).
- Chakaenzanwa ibvudzi, hupfumi hahuna kuenzanwa. That which is equal is hair; riches are not equal.*
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- Swahili vanoti mavudzi (body hair - armpits, pubic etc) ivhudzi remuhapwa nenhengo dzakavanzika. Sagara vanoti mvili (n. hair of head) ivhudzi.
- Digo vanoti nyere kana nywele (hair) kureva vhudzi. Ngiemboon vanoti mvèmvɛ̀ (n. hair) kureva vhudzi.
- VaKabwa vanoti obhujoki (body hair - armpits, pubic etc) kureva vhudzi remuhapwa nenhengo dzakavanzika.
- MaZulu vanoti utshoya kureva vhudzi. Nyungwe inoti tsitsi kureva vhudzi. Maore inoti nyele kureva vhudzi.
- Tuwuli inoti solo (n. Human hair) kureva bvudzi. Sangho inoti kuali (n. hair) kureva vhudzi.