Vhudzi

(Redirected from Rudongo)

Vhudzi kana bvudzi (Hair in English) imhando yemvere rinomera pamuviri wemunhu munzvimbo dzakasiyana. Vhudzi rinowanda mumusoro, chirebvu, maziso, nehudyu.

Tsiye dzinodzivirira maziso kuguruva, tsvina, dikita

.

Imvi (grey or white hair) zvichireva vhudzi jena.

KurerutsaEdit

Mazwi eBantuEdit

  • Swahili vanoti mavudzi (body hair - armpits, pubic etc) ivhudzi remuhapwa nenhengo dzakavanzika. Sagara vanoti mvili (n. hair of head) ivhudzi.
  • Digo vanoti nyere kana nywele (hair) kureva vhudzi. Ngiemboon vanoti mvèmvɛ̀ (n. hair) kureva vhudzi.
  • VaKabwa vanoti obhujoki (body hair - armpits, pubic etc) kureva vhudzi remuhapwa nenhengo dzakavanzika.
  • MaZulu vanoti utshoya (n. hair) vachireva vhudzi. VaNyungwe vanoti tsitsi (hair) kureva vhudzi.