Muchira izita remhuri muZimbabwe neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Margaret Muchira; Faith Muchira; Rhoda Muchira; Valyn Muchira.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • BaKalanga vanoti chila (live; survive) kurarama kana kupona. Mamwe mazwi: buchilo (life) kureva hupenyu. Kinande vanoti omukira (a sub-ethnicity).
  • Kalanga vanoti -cira (live; heal) kurarama kana kupona. Lomwe vanoti ochira (v. to cure an illness) kurapa chirwere. Herero vanoti omutyira kureva muskwe.
  • VaTaita vanoti kukila (v. to survive; to be saved; to be delivered; to escape). Mamwe mazwi: kukiza (v. to deliver) kureva kuponeswa. Tiriki vanoti khuchira (cause, be the reason for).
  • Chewa inoti chira (to recover; feel better or be cured after illness). Mamwe mazwi: chiritsa (to cure; cause to recover). Chirikiza (support; help; prop up).
  • Nsenga vanoti chila (v. live upon). Mamwe mazwi: chizhya (v. maintain, support life, give food to). Lunda vanoti mukila (n. queue) kureva mudungwe.