Luhya

(runangakatsva kubva kuBukusu)

When the hare was sitting next to the park

Mazwi Anotodza Shona chinjirudza

  • Izwi rokuti imbwa (dog) rakafanana kuLuhya neShona.
  • Izwi rokuti ingwe (leopard) rakafanana kuLuhya neShona.
  • VaLuhya vanoti olufu (death) kureva rufu.
  • VaLuhya vanoti nyina (his/her/its mother) kureva amai vake.
  • VaLuhya vanoti ing'ombe(cow) kureva mombe.
  • VaLuhya vanoti obulalo(bridge) kureva zambuko.
  • VaLuhya vanoti oluchendo (journey) kureva rwendo.
  • VaLuhya vanoti eshialo (earth) kureva nyika.
  • VaLuhya vanoti injira (way) kureva nzira.
  • VaLuhya vanoti eshibi (sin, bad, evil) kureva chivi.
  • VaLuhya vanoti oluchera (rainbow) kureva murarabungu. Saruchera izita remhuri.
  • VaLuhya vanoti likhanga (guinea-fowl) kureva hanga.
  • VaLuhya vanoti amakhwana (twins) kureva mapatya.
  • VaLuhya vanoti imbusi (goat) kureva mbudzi.
  • VaLuhya vanoti ininga (a pigeon). Manhinga izita renzvimbo iri muZimbabwe.
  • VaLuhya vanoti amabeere (milk) kureva mukaka.
  • VaLuhya vanoti omuliro (fire) kureva moto.
  • VaLuhya vanoti omulosi (witch) kureva muroyi.
  • VaLuhya vanoti omundu (person) kureva munhu.
  • VaLuhya vanoti omurumwa (messenger) kureva mutumwa.
  • VaLuhya vanoti omwoyo (heart) kureva moyo.
  • VaLuhya vanoti mukhanwa (in the mouth) kureva mukanwa.
  • VaLuhya vanoti eshiro (night) kureva chiro.
  • VaLuhya vanoti omulimo (work) kureva basa kana murimo.
  • VaLuhya vanoti omulwale (sick person) kureva murwere.
  • VaLuhya vanoti omwana (child) kureva mwana.
  • VaLuhya vanoti mabele (maize; corn) kureva chibage kana chibere.
  • VaLuhya vanoti ifula (rain) kureva kunaya kwemvura.
  • VaLuhya vanoti omukabi (one who dishes out food) kureva mugoveri.
  • VaLuhya vanoti omukasi (woman) kureva mukadzi.

Zvitauro zveLuhya chinjirudza

[1]

  1. https://www.academia.edu/1901981/Lubukusu-English_dictionary