ChiBura
ChiBura mutauro unowanikwa muNigeria.
Mazwi Anotodza Bantu
chinjirudza- Bura vanoti gabi (n. rope) kureva gavi.
- Bura vanoti cifa (n. inheritance) kureva rifa.
- Bura vanoti danga (v. to recall or remember) kureva kurangarira.
- Bura vanoti civi (n. refuse, faeces, dirt) kureva mavi.
- Bura vanoti pila (v. tell) kureva kuudza. Fananidzai nokuti kupira.
- Bura vanoti dlama (n. crowd, group) kureva dzama.
- Bura vanoti dzama (n. meditation; to ponder, reflect, think) kureva kudzamisa pfungwa.
- Bura vanoti dziba (v. To seal an opening with mud or mud-like substance, plaster a mat house) kureva kudzivira.
- Bura vanoti dzura (v. to pound moistened guinea corn) kureva kudzvura.
- Bura vanoti gala (n. a group of neighbouring villages) kureva misha yakabatana.
- Bura vanoti gujiva (n. man’s large robe) kureva gemenzi remurume. Fananidzai nokuti mujiva?
- Bura vanoti jili (n. cloth) kureva jira. Mamwe mazwi: jiri (adv. really, truly; exceddingly).
- Bura vanoti juwa (v. to melt) kureva kunyautsa. Mamwe mazwi: kasila (adv. easily) - fananidzai nokuti kukasira.
Mamwe Mashoko
chinjirudza- Bura vanoti bwà (n. part, section, area) kureva mupanda. Mamwe mazwi: anda (loc. yonder; there).
- Bura vanoti bwa (n. direction) kureva kunhu. Mamwe mazwi: hwada (n. some; part).
- Bura vanoti bwanja (n. frog) kureva datya. Mamwe mazwi: dima (n. remorse). Dimtsa (v. to pick or gather part of a crop).
- Bura vanoti bwari (n. perversity) kureva hunyangadzi. Mamwe mazwi: kirambwa (n. roof).
- Bura vanoti caɗaɗa (adj. precariously balanced, about to fall). Mamwe mazwi: tira (v. to go away).
- Bura vanoti caɗaɗa (adj. straight, perfect, pure, unmixed). Mamwe mazwi: kida (n. thigh) kureva chidya.
- Bura vanoti cara (n. casing of shell or bullet) kureva chikasha chebara. Mamwe mazwi: mafa (n. slave).
- Bura vanoti ciɓa (n. fence, pen, outside enclosure for cattle) kureva fenzi. Mamwe mazwi: paka (v. seek).
- Bura vanoti cima (n. Turtle and tortoise family) kureva hamba. Mamwe mazwi: diffu (n. heart).
- Bura vanoti cinjira (v. to extract a liquid in small quantity) kureva kutapa mvura shomanane.
- Bura vanoti ciri (v. barren, without young) kureva kushaya mbereko.
- Bura vanoti cota (v. to give a gift without expecting something in exchange). Mamwe mazwi: cota (n. gift).
- Bura vanoti daba (v. to assemble or collect together) kureva kuungana. Mamwe mazwi: chiwa (n. he-goat).
- Bura vanoti dabwi kana dakwa (adj. blunted, dulled) kureva kugomara. Mamwe mazwi: di (n. town, village).
- Bura vanoti daɓu (n. aisle, space between) kureva mukoto?. Mamwe mazwi: jira (adv. truly).
- Bura vanoti daka (n. ignoramus) kureva munhu asina ruzivo. Mamwe mazwi: saka (n. Time).
- Bura vanoti denga kana dengi (v. to round up animals). Mamwe mazwi: su (n. Thing).
- Bura vanoti dila (v. to dam a stream). Mamwe mazwi: dila (n. dam to cut off water).
- Bura vanoti duwa (v. to move into another place) kureva kutama musha. Mamwe mazwi: ambila (n. outside).
- Bura vanoti dúkù (one, unit; alone, the same). Mamwe mazwi: ka dúkù (once; one time).
- Bura vanoti dur (n. tribe, class, kindred). Mamwe mazwi: duna (n. strength, power).
- Bura vanoti dzá (n. body) kureva muviri. Mamwe mazwi: dzambwa (n. wall of a house).
- Bura vanoti dzang (n. truth) kureva chokwadi. Mamwe mazwi:gaya (v. to brag).
- Bura vanoti dzudzu (n. place where water rushes). Mamwe mazwi: gwova (n. Turtle).
- Bura vanoti fa (v. earthly existence; life) kureva hupenyu. Mamwe mazwi: mda (n. person).
- Bura vanoti futa (v. to cease for a time) kureva kukasa kwechinguva. Mamwe mazwi: pazhi (n. friend).
- Bura vanoti gaji (n. last born of a family; smallest of any class) kureva gotwe. Mamwe mazwi: adza (n. beside).
- Bura vanoti gundi (n. state of being toothless). Mamwe mazwi: guzhira (v. to tangle hopelessly).
- Bura vanoti gwada (v. to turn sharply off the line of flight to avoid capture). Mamwe mazwi: shang (adj. all).
- Bura vanoti Hyel (n. God) kureva Mwari. Mamwe mazwi: jara (n. oil palm; wild date palm).
- Bura vanoti jika (v. to count). Mamwe mazwi: jikata (n. arithimetic; to count). Mamwe mazwi: ata (prep. upon; on).
- Bura vanoti katsela (bold, courageous; old person; a leader in battle). Mamwe mazwi: kuma (n. face).
- Bura vanoti kumba (n. Large refuse heap). Mamwe mazwi: muta (n. orphan) kureva nherera.
- Bura vanoti kútá (n. abdomen, belly; inside of anything). Mamwe mazwi: ntelwa (n. groundnut) kureva nzungu.
- Bura vanoti ntsika (n. Very hard stone used to chip the grinding stone). Mamwe mazwi: shírà (alone).
- Bura vanoti shambar (n. wind, cold) kureva mhepo kana kutonhora. Mamwe mazwi: mji (n. people).