Open main menu

Gwaro rino riri kuunganidza mashoko anotaura pamusoro pehunhu hwevanhu.

BEdit

  • Barapara (superficial character).
  • Baradza, baradzi (disturber of the peace, antisocial person) zvichireva munhu anobvoronga pane rugare.
  • Biribidi kana mabiribidi (Trick. Deceit). Tsuro ina mabiribidi: a hare is full of tricks. Kune zita remhuri rinonzi Mhiribidi.
  • Busa (passive person) apa kureva munhu akapusa.

CEdit

  • Chimbinyu (Short-tempered person) apa kureva munhu ane hasha dziri pedyo, anonzi jenamwa.
  • Chikuyo (moral depravity in women) zvichireva kushaya tsika muvakadzi.
  • Chinyai (slowly, softly, gradually, gently, stealthily) kuita zvinyoronyoro.
  • Chigebenga kana zvigebenga pakuwanda (violent person) apa kureva munhu anoda zvekurwa. Izwi iri rinotaurwa kuChiNdau - Psalm 17:4.
  • Chivhinyu (irascibility; easily provoked to anger; very irritable). Kune zita remhuri rokuti Mavhinyu.
  • Chikwede (compliant person) munhu anongotevedzera zvaari kuudzwa asina kudzikama pachitsungo chimwe. Kamukwede izita remhuri.
  • Chikwedeya (gadabout) zvichireva swerakuenda.
  • Chiramwa
  • Chinemo (1. vanity, 2. To wear smart clothes) apa kureva mandionekwe okuita zvinhu nechinangwa chokuonekwa zviri zvinhu zvisina rubatsiro kana chiguro kuvanhu.
  • Chitambo chemunhu (A fine or pretty person).

DEdit

  • Dharakubhe (Adult person with no sense of self-respect or dignity).
  • Derenge kana maderenge (Lazy person who lives by the quarrels he picks).
  • Dzikiti (ideophone of being self-possessed).
  • Dzenga kana madzenga (1. Unconventional person (careless of speech, food clothing 2. Rough, tough type of person) apa kureva munhu ane tsika dzisingagamuchirike.


yunjenda

GEdit

  • Gone kana vana gone pakuwanda (Trickster) apa kureva gube. Gone ana gone wakewo: there is always someone to outsmart the smart fellow.
  • Gumbire (liberal person ; one who attracts all).
  • Guvire kana makuvire (One who acts greedily, more or less as a joke) apa kukuvira zvichireva kudya zvamakaro kuchiitwa sekusetsa vanhu. Makuvire izita remhuri.
  • Gonyora (anti-social person) munhu ane tsika dzisingagamuchirike pavanhu.
  • Gonya kana makonya, (Insolence of one who relies on a powerful backer e.g of son of a chief). Maitiro acho anonzi mukonyo.
  • Goshi (Hardness, unyieldingness in bargaining). Kukosha. Une goshi: you are a hard bargainer.
  • Goronyera (Fraud; fraudulent person) apa kureva munhu ane tsika yekuba nehunyengeri anoita zvekukoronyera.
  • Guyakuya kana maguyakuya (Two-faced person) apa kureva gunyengu. Munhu akadai anonzi ane chiguyakuya.
  • Gororo
  • Gumba
  • Gwetairwa kana magwetairwa (Loafer) zvichireva munhu anokwetaira pamusha asina basa raari kuita.
  • Gube, rugube, kana chinyange (Smooth talker who deceives. 2. Confidence trickster) kureva munhu anonyngera nemashoko anofadza vanonzwa.
  • Gwenga (very wicked person) kureva munhu akaipa pamoyo nemabasa.

MEdit

  • Maorera (Humble person (does not answer back).
  • Matatapure (1. Fault-finding person. 2. Provocative person) apa kureva muparanzvongo. Kutatapura.
  • Maunganidze
  • Mharapatsetsetse munhu anokanganisa runyararo kana kugarisana kwevanhu nekutaura makuhwa kana kuti netsika dzakaipa.
  • Makuvise
  • Mafararikwa kana mafariswa.
  • Mudano (Personal charm - of attracting people to a place - not magical).
  • Mhandakadzi (woman with a quarrelsome disposition) zvichireva mukadzi ane katsika kekuda kurwa kana kupopotedzana nevamwe.
  • Manhanha (Admirable genuineness). Munhu wamanhanha: a truly admirable person.
  • Mutunhiri (one who gives up parental responsibility for their children’s conduct).
  • Mhupu kana hambuko (Impulsivess, rash, hasty).
  • Mushazhi (humorous person).

NEdit

  • Ndururani
  • Nhubu
  • Nhire (resolute character) apa kureva munhu ane tsika dzinganzi chandagwinyira.
  • Kunzenzeta kana kunengama (mincing - of the gait, speech, behavior, etc. - affectedly dainty, nice, or elegant). Kune zita remhuri rinonzi Munengami.

PEdit

  • Pfutsi (a troublesome person; a persecutor; a quarrelsome person).




REdit

  • Rushinga, zivhinyu, zirudu (Restlessness, impatience) apa kureva kusagadzikana mupfungwa kana mumoyo - kazhinji kunoitika kana zvinhu zvisina kumira zvakanaka.
  • Munhu akativa (reserved person).
  • Rutekairo (of a person, habit of moving about, itchy feet) apa kureva munhu ane rufambo asingadi kugara pasi, asi anogarofamba.
  • Ruchamiro (perseverance; earnestness).

SEdit

TEdit

ZEdit

Kurerutsa MutauroEdit

  • Mukomana uyu imharapatsetsetse chaiyo nekuti anoita basa rekutevererana nevakadzi vevamwe.
  • Vakomana ava vanogara vachida kutaura ngezvekugumba vamwe: these boys always want to speak ill of others.
  • Chikuriri chine chimwe chikuriri chacho. Every power is subject to another power.
  • Gone ana gone wakewo. 'I-am-able' also has his master.