Fulani mutauro unowanikwa munyika makumi maviri dziri kuWest Africa, dznosanganisira Guinea, Cameroon, Nigeria, uye Sudan.

Mazwi Anotodza Shona chinjirudza

  • Fulani vanoti tekkere (n. pad for carrying burdens on the head) kureva hata.
  • Fulani vanoti doɗɗe (n. ash) kureva dota.
  • Fulani vanoti iwaare (n. hard mat).
  • Fulani vanoti kadi (interjection. well!).
  • Fulani vanoti meere (for nothing, for no reason, in vain).
  • Fulani vanoti kam (as to, regarding; with respect to; with respect to). Fananidzai nokuti hukama.
  • Fulani vanoti mi (I - in narration) kureva ini.
  • Fulani vanoti paɗe (n. shoes) kureva shangu.
  • Fulani vanoti viɓɓere kana wiɓɓere (n. chest) kureva chipfuva.
  • Fulani vanoti tati (n. three) kureva tatu.
  • Fulani vanoti wiɓɓere (n. breast) kureva zamu. Shona inoti bere kureva zamu.
  • Fulani vanoti tango (n. to endow, marry) kureva kuroora.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Fulani vanoti nyamaande (n. debt) kureva chikwereti.
  • Fulani vanoti caka (adv. between, in the midst, in mid).
  • Fulani vanoti sirri (n. secret) kureva tsvitswa.
  • Fulani vanoti silaawo (n. kind of portable basket).
  • Fulani vanoti ngomna (n. state, government).
  • Fulani vanoti tapaare (n. rock) kureva dombo.
  • Fulani vanoti goonga (n. the truth) kureva chokwadi.
  • Fulani vanoti kaaka (n. great grandparent).
  • Fulani vanoti wolo (n. cheek) kureva dama.
  • Fulani vanoti luwal (n. the horn, the flute).
  • Fulani vanoti piindi (n. flower) kureva ruva.
  • Fulani vanoti gaari kana mbusiri (n. porridge) kureva bota kana sadza.
  • Fulani vanoti daŋkali (n. sweet potato) kureva mbambaira.
  • Fulani vanoti ɓaaru (n. quiver). Kune zita rinonzi Bharu
  • Fulani vanoti mbeewa (n. goat) kureva mbudzi.
  • Fulani vanoti tekkere (n. rag, torn coat ) kureva chidhende kana jasi rakabvaruka.
  • Fulani vanoti booye (n. kidneys) kureva itsvo.
  • Fulani vanoti meere (n. in vain, for nothing).
  • Fulani vanoti waande (n. termite mound) kureva churu.
  • Fulani vanoti jango (n. tomorrow) kureva mangwana.
  • Fulani vanoti feere (n. different, other).
  • Fulani vanoti dandanndi (n. grey hair) kureva imvi.
  • Fulani vanoti fuuri kana nyoli (n. moldy) kureva kuwunda.
  • Fulani vanoti hwihwil (n. whistle) kureva muridzo.
  • Fulani vanoti saare (n. concession, family, at home).
  • Fulani vanoti koloba (n. bottle) kureva bhodhoro.
  • Fulani vanoti ekkitaago (n. practice to learn) kureva [[]].
  • Fulani vanoti baawo (n. back, kidneys) kureva musana kana itsvo.
  • Fulani vanoti huunde (n. thing) kureva chinhu.
  • Fulani vanoti nyaamndu (n. food) kureva kudya.
  • Fulani vanoti anoora (n. light, gleam, glow) kureva chiedza.
  • Fulani vanoti ɓandu (n. body, mass).
  • Fulani vanoti tinyere (n. onion) kureva onyenzi.
  • Fulani vanoti kilaajo (n. blacksmith) kureva mupfuri.
  • Fulani vanoti manda (n. salt) kureva munyu.
  • Fulani vanoti lekki (n. remedy, drugs) kureva mishonga inorapa.
  • Fulani vanoti ciraka (n. the field around the house).
  • Fulani vanoti kilaru (n. forge).
  • Fulani vanoti weelo kana dolo (n. hunger, famine) kureva nzara.
  • Fulani vanoti maayɗo kana nyawmande (n. the corpse, the dead).
  • Fulani vanoti tendi (n. lice) kureva inda.
  • Fulani vanoti yambe (n. healthy people) kureva vanhu vatano.
  • Fulani vanoti juura (n. afternoon (at the beginning) kureva kutanga kwemasikati.