Kasulu-Kiha
(runangakatsva kubva kuKiha)
Kasulu-Kiha mutauro inowanikwa kudunhu reKigoma, Tanzania.
Mazwi Anotodza Shona
chinjirudza- VaHa vanoti umwana (n. child) vachireva mwana.
- VaHa vanoti ulukundo (n. love) vachireva rudo.
- VaHa vanoti bhabha (n. father) vachireva baba.
- VaHa vanoti aho (there) vachireva apo. Zvichida vanoisa h pane dzimwe nzvimbo dzinopinda p muChiShona.
- VaHa vanoti umva (v. hear) vachireva kunzwa.
- VaHa vanoti umuntu (n. human being) vachireva munhu.
- VaHa vanoti ikintu (n. thing) vachireva chinhu.
- VaHa vanoti tola (v. take) vachireva kutora.
- VaHa vanoti gula (buy) kana guza (v. sell) vachireva kutenga nekutengesa.
- VaHa vanoti umukulu (n. elder) vachireva munhu mukuru.
- VaHa vanoti umulilo (n. fire) vachireva moto.
- VaHa vanoti mbwa (n. dog) vachireva mbwa.
- VaHa vanoti indya (n. food) vachireva chidyo.
- VaHa vanoti londa (look for, find) vachireva kuronda.
- VaHa vanoti icho (that) vachireva icho.
- VaHa vanoti lila (v. cry) vachireva kurira kana kuchema.
- VaHa vanoti tema (cut) vachireva kutema.
- VaHa vanoti tuka (abuse verbally) vachireva kutuka.
- VaHa vanoti mbolegwa (n. drunker man) vachireva mukorwi kana dhakwa.
- VaHa vanoti nzila (n. way) vachireva nzira.
- VaHa vanoti mvula (n. rain) vachireva kunaya kwemvura.
- VaHa vanoti umugabo (n. man) vachireva murume.
- VaHa vanoti kubona (to see) vachireva kuona.
- VaHa vanoti kuseka (to laugh) vachireva kuseka.