Kisuba kana Olusuba mutauro weBantu unowanikwa kuKenya.

Mazwi Anotodza Shona

chinjirudza
  • Kisuba inoti amaweere (n. milk) kureva mukaka. Shona inoti mabere kureva mazamu.
  • Kisuba inoti fuumuta (v. prick, spear) kureva kubaya nepfumo.
  • Kisuba inoti wola (v. rot) kureva kuwora.
  • Kisuba inoti ekifuwa (n. chest) kureva chipfuva.
  • Kisuba inoti ameeru (bright, shiny). Fananidzai nokuti kwayedza.
  • Kisuba inoti omuunyu (n. salt) kureva munyu.
  • Kisuba inoti omweene (self) kureva ndimene.
  • Kisuba inoti omwooyo (n. soul, heart) kureva moyo.
  • Kisuba inoti amino (n. teeth) kureva meno.
  • Kisuba inoti amoowa (n. mushroom) kureva hohwa.
  • Kisuba inoti ekitiiti (n. bracelet).
  • Kisuba inoti toola (take) kureva kutora.
  • Kisuba inoti embwa (n. dog) kureva imbwa.
  • Kisuba inoti omwizukulu (n. grandchild) kureva muzukuru.
  • Kisuba inoti enzovu (n. elephant) kureva nzou.

Mamwe Mashoko

chinjirudza
  • Kisuba inoti amatooke (n. banana) kureva bhanana.
  • Kisuba inoti fuuwa (v. curse) kureva kutuka.
  • Kisuba inoti omwiipi (n. dwarf).
  • Kisuba inoti kwoolola (have, own).
  • Kisuba inoti kutumbula (v. to boast).
  • Kisuba inoti kanafu (n. laziness) kureva hunyope.
  • Kisuba inoti omwala, omuala (n. girl) kureva musikana. Mamwe mazwi: kawala (n. girl) kureva kasikana.
  • Kisuba inoti omuaruku (n. co-wife) kureva mukadzinyina.
  • Kisuba inoti omugaka (n. man) kureva murume.
  • Kisuba inoti omupiira (n. ball) kureva bhora.
  • Kisuba inoti ekitanda (n. bed) kureva mubhedha.

[1] [2]

  1. https://www.eajournals.org/wp-content/uploads/A-Study-of-Vowel-Length-in-Olusuba.pdf
  2. "Archive copy". Archived from the original on 2022-05-25. Retrieved 2022-05-18.