Nsenga

(runangakatsva kubva kuVaNsenga)

Cinsenga kana Nsenga rurimi runotaurwa kuZambia.

  • Izwi rokuti mwana (child) ndiro rimwe kuNsenga neShona.
  • Nsenga inoti litanga (pumpkin) kureva nhanga.
  • Nsenga inoti manzi (water) kureva mvura.
  • Nsenga inoti manja (hands) kureva zvanza.
  • Nsenga inoti ushungu (venom) kureva huturu.
  • Nsenga inoti cimbwi (hyena) kureva bere.
  • Nsenga inoti ci'valo (door) kureva gonhi.
  • Nsenga inoti nyula (cloth) kureva jira.
  • Nsenga inoti njoka (snake) kureva nyoka.
  • Nsenga inoti chikumo (finger) kureva chigunwe.
  • Nsenga inoti munzi (village) kureva musha.
  • Nsenga inoti mkondo (spear) kureva pfumo.
  • Nsenga inoti mfuleni (river) kureva rwizi.
  • Nsenga inoti munthu (person) kureva munhu.
  • Nsenga inoti mago (hornets) kureva mago.
  • Nsenga inoti pa (give) kureva kupa.
  • Nsenga inoti lemba (write) kureva kunyora.
  • Nsenga inoti gwaza (stab) kureva kubaya nebanga.
  • Nsenga inoti mphasha (clothes) kureva mbatya.
  • Nsenga inoti imbwa (dog) kureva imbwa.
  • Nsenga inoti mpu'nga (rice) kureva mupunga.
  • Nsenga vanoti tata (father) kureva baba.
  • Nsenga vanoti mpala (n. an unmarried man), murume asina kuroora.

[1]

  1. http://arrow.latrobe.edu.au:8080/vital/access/manager/Repository/latrobe:34424;jsessionid=1F4928F2565C3C80F06AEE8221637696?f0=sm_subject%3A%22Nsenga+language+Grammar.%22