Chitswana
(runangakatsva kubva kuBatswana)
Setswana mutauro unotaurwa kuBotswana, Namibia neSouth Africa.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Setswana vanoti goga (to smoke; to pull).
- Setswana vanoti ntate (father) kureva baba.
- Setswana vanoti ntate mogolo (grandfather) kureva sekuru.
- Setswana vanoti mme kana mma (mother) kureva amai.
- Setswana vanoti rangwane (paternal uncle).
- Setswana vanoti malome (maternal uncle).
- Setswana vanoti batsadi (parents).
- Setswana vanoti ngwana (child).
- Setswana vanoti bana (children).
- Setswana vanoti bosigo (at night) kureva husiku.
- Setswana vanoti sekolo (school) kureva chikoro.
- Setswana vanoti sepatala (hospital) kureva chipatara.
- Setswana vanoti tshimo (field) kureva munda kana masimo.
- Setswana vanoti kgotla (customary court) kureva dare remusha.
- Setswana vanoti mariga (winter). Mariga izita remhuri.
- Setswana vanoti bona (see) kureva kuona.
- Setswana vanoti mena (fold) kureva kupeta.
- Setswana vanoti pula (rain) kureva mvura inonaya.
- Setswana vanoti motse (village) kureva musha.
- Setswana vanoti tsamaya (go) kureva enda.
- Setswana vanoti kgona (able, be) kureva kugona.
- Setswana vanoti nwa (drink) kureva kunwa.
- Setswana vanoti ja (eat) kureva kudya.
- Setswana vanoti raya (say) kureva kutaura.
- Setswana vanoti bua (talk) kureva kubhuya.
- Setswana vanoti lala (spend the night) kureva kurara.
- Setswana vanoti sala (stay behind) kureva kusara.
- Setswana vanoti mathata (problems) kureva zvinetso. Swahili inoti matata.
- Setswana vanoti tafole (table) kureva tafura.
- Setswana vanoti borogkwe (pants, trousers) kureva bhurugwa.
- Setswana vanoti dijo (food) kureva chidyo.
- Setswana vanoti mabele (human breasts) kureva mazamu.