Chichaga kana Kichagga mutauro unowanikwa muTanzania.

Mazwi Anotodza Shona chinjirudza

  • Chaga vanoti raru (n. three) kureva tatu.
  • Chaga vanoti wana (n. children) kureva vana.
  • Chaga vanoti nguo (n. clothes) kureva nguo.
  • Chaga vanoti nyama (n. meat) kureva nyama.
  • Chaga vanoti njaa (n. hunger) kureva nzara.
  • Chaga vanoti nguku (n. chicken) kureva huku.
  • Chaga vanoti ukyi (n. honey) kureva huchi.
  • Chaga vanoti nyenyeri (n. stars) kureva nyenyedzi.
  • Chaga vanoti nji (n. land) kureva chisi.
  • Chaga vanoti njofu (n. elephant) kureva nzou.
  • Chaga vanoti mganga (n. doctor) kureva chiremba kana n'anga.

Mamwe Mashoko chinjirudza

  • Chaga vanoti shiwi (n. two) kureva mbiri.
  • Chaga vanoti mapore (n. eggs) kureva mazai.
  • Chaga vanoti maporomoko (n. waterfall) kureva mapopoma.
  • Chaga vanoti meemba (n. maize) kureva chibage.
  • Chaga vanoti makunga (n. fish) kureva hove.
  • Chaga vanoti maruwa (n. milk) kureva mukaka.
  • Chaga vanoti mbuya (n. friend) kureva shamwari.
  • Chaga vanoti sana (adj. good) kureva kutsana.
  • Chaga vanoti mringa (n. water) kureva mvura.
  • Chaga vanoti kamba (n. rope) kureva tambo.
  • Chaga vanoti kinungu (n. cooking pot) kureva hari.
  • Chaga vanoti mafura (n. oil) kureva mafuta.
  • Chaga vanoti Ruwa (n. God) kureva Mwari.
  • Chaga vanoti shitambaa (n. material; cloth) kureva jira.
  • Chaga vanoti marundu (n. clouds) kureva makore.
  • Chaga vanoti makumbi (n. hoes) kureva mapadza.
  • Chaga vanoti ipfue (n. monkey) kureva tsoko.
  • Chaga vanoti nyaanya (n. tomotaoes) kureva madomasi.
  • Chaga vanoti nyanya (n. eight) kureva sere.


[1]

  1. https://www.academia.edu/800650/Chagga_A_Course_in_the_Vunjo_Dialect_of_the_Kichagga_Language_of_Kilimanjaro_Tanzania_Basic_Grammar_Structural_Drills_Elementary_Comprehension?email_work_card=title