Chidhwe'e (chinonyorwa sokuti: Dwe'e, jwe'e, uye djoue - kuChifurenji) mutauro we Chibantu unowanikwa kuKameruni, unotaurwa ne Vadhwe'e (vanozviti Badwe'e, Bajwe'e kana futi zve Badjoue kuChifurenji). Mutauro wavo mutauronyina we Chikoonzime, pamwechete ne Vanzime.

Horokodzwa huru chinjirudza

Mashoko anotodza Chishona chinjirudza

  • Badwe vanoti amʉrʉm (of man) kureva chevarume.
  • Badwe vanoti ba, moba, biba kana mimba (n. two) kureva mbiri. Fananidzai nokuti barika?
  • Badwe vanoti Banto (n. clan) kureva dzinza.
  • Badwe vanoti bɨnâ, mona kana mɨnâ (n. four) kureva zvina.
  • Badwe vanoti bɨtɛn (n. five) kureva shanu.
  • Badwe vanoti bol (v. rot) kureva kuwora.
  • Badwe vanoti voʼ (n. elephant) kureva nzou.
  • Badwe vanoti kan (n. fable) kureva ngano.
  • Badwe vanoti kul (tribe; race) kureva rudzi. Fananidzai nokuti guru.
  • Badwe vanoti kur (n. thousand) kureva chiuru.
  • Badwe vanoti kʉʼrʉ (old, aged).
  • Badwe vanoti lɛa (v. say, tell, mention, talk, state). Fananidzai nokuti kureva.
  • Badwe vanoti lɛba (n. conversations; discussions; dialogues) kureva marevo.
  • Badwe vanoti murum (n. man) kureva murume.
  • Badwe vanoti mwan (n. child) kureva mwana.
  • Badwe vanoti myɛn (n. light) kureva mwenje.
  • Badwe vanoti ngoman (n. powder holder). Kune zita rinonzi Ngomani.
  • Badwe vanoti nguno (n. abandoned house) kureva dongo.
  • Badwe vanoti ngwar (n. one, unique).
  • Badwe vanoti njɛa (v. sing, chant) kureva kuimba.
  • Badwe vanoti njaʼa kana njaʼa si (n. layer).
  • Badwe vanoti njoma (n. caregiver).
  • Badwe vanoti njim (n. singer) kureva muimbi.
  • Badwe vanoti nkom (n. drum) kureva ngoma.
  • Badwe vanoti nyan (ideophone for severe) inyaudzosingwi inodudza kunyanya.
  • Badwe vanoti pala (n. master) kureva tenzi.
  • Badwe vanoti pala bɨsyɛɛ (n. foreman) kureva foromani.
  • Badwe vanoti pɛn (n. brown) kureva bhurauni.
  • Badwe vanoti pɛ̀ha (n. resurrection) kumika kuvafi.
  • Badwe vanoti pɛha (choice; selection) kureva kusarudza.
  • Badwe vanoti pira (ideophone - all dead) inyaudzosingwi inodudza zvose zvafa].
  • Badwe vanoti pupu (n. flour, meal, farina) kureva hupfu.
  • Badwe vanoti si (below, underneath, down, at the bottom) kureva pasi.

Mamwe mashoko chinjirudza

  • Badwe vanoti bene (n. base, grounding, bedrock, foundation, basis).
  • Badwe vanoti bɨliʼ (n. héritage) kureva rifa.
  • Badwe vanoti bɨnɨnɨ (large; big ) kureva hombe.
  • Badwe vanoti bwah (n. earth, land, ground, soil) kureva pasi.
  • Badwe vanoti tobo (n. six) kureva nhanhatu.
  • Badwe vanoti toora (n. review, criticism, censure).
  • Badwe vanoti Zyɛm (n. God) kureva Mwari.
  • Badwe vanoti zima (n. soldier, serviceman, professional soldeir) kureva musoja.
  • Badwe vanoti gono (n. scab from a wound that is on the mend).
  • Badwe vanoti jaale (n. swagger; vanity).
  • Badwe vanoti jim (n. singing , song, melody, vocal).
  • Badwe vanoti komo (n. captive) kureva musungwa.
  • Badwe vanoti kum (n. owner, proprieter, landlord, possesor) kureva mwene.
  • Badwe vanoti lal (n. territory; country 2 people).
  • Badwe vanoti mbaʼra (n. joint together).
  • Badwe vanoti mbil (n. owner; holder).
  • Badwe vanoti mboʼla (n. witness, testimony, evidence).
  • Badwe vanoti mpaʼra (n. couple; pair, association).
  • Badwe vanoti mpal (n. ally).
  • Badwe vanoti mpil (n. coal) kureva marasha.
  • Badwe vanoti mpoʼ (n. eternal, everlasting. perpetual).
  • Badwe vanoti mpoŋ (n. seed) kureva mbeu.
  • Badwe vanoti mpònò (n. negative judgment).
  • Badwe vanoti mpum (n. white race) kureva Rudzi rweVarungu.
  • Badwe vanoti ndum (n. thunder) kureva mabhanan'ana.
  • Badwe vanoti nkɔra (n. région; district) kureva dunhu.
  • Badwe vanoti pur (n. oppression; persecution).
  • Duramazwi reBadwe rinowanikwa pa webonary.org.