ChiMomi
(runangakatsva kubva kuMomi)
Mamzwi Anotodza Mitauro yeBantu
chinjirudza- Momi vanoti séé (n. arrow) kureva museve.
- Momi vanoti dɔɔta (n. burnt place). Fananidzai nokuti dota?
- Momi vanoti ɗɔɔ'ka (v. to taste) kureva kuraidza. Fananidzai nokuti dokoro?
- Momi vanoti genz kana geni (n. visitor, guest; stranger) kureva muenzi.
- Momi vanoti kana (n. side; way) kureva divi kana mukana.
- Momi vanoti mai (n. mother) kureva mai.
- Momi vanoti . kɔɔ'ká (n. to surround) kureva kukomberedza. Sokuti: ndakokwa nembwa dzepa musha waCharehwa.
Mamwe Mashoko
chinjirudza- Momi vanoti sèè (n. cooking stones; hearth) kureva mapfihwa.
- Momi vanoti baaba kana baabai (n. grandmother; old woman) kureva ambuya.
- Momi vanoti bako (adv. before) kureva mberi kwe.
- Momi vanoti bádán kana bádáú pakuwanda (n. wild custard-apple. Sc. Annona senegalensis) kureva maroro.
- Momi vanoti banz (n. party; feast; gathering of more than ten people) kureva mabiko kana gungano.
- Momi vanoti beeka (v. to divide; to share out; to peel) kureva kupatsanura.
- Momi vanoti bola (n. large pot for brewing beer) kureva gate.
- Momi vanoti buni (n. white) kureva huchena. Fananidzai nokuti bhunu?
- Momi vanoti ɓeeká (v. to shell; to dehusk) kureva kumenya.
- Momi vanoti daá (n. father; dad) kureva baba. Mamwe mazwi: paaka (to touch; bewitch).
- Momi vanoti dálilá (n. reason) kureva chikonzero.
- Momi vanoti door (n. area of bush not previously farmed) kureva [[]].
- Momi vanoti dera (n. quickly, rapidly, fast) kureva kukasira.
- Momi vanoti dika (to be superior). Mamwe mazwi: gonga (adj. good, true).
- Momi vanoti dom (n. abandoned compound) kureva dongo. Mamwe mazwi: sala (n. tail).
- Momi vanoti gada (n. bridge) kureva bhiriji. Mamwe mazwi: gaaka (v. to cross water).
- Momi vanoti gom (adv. difficult) kureva kugozha.
- Momi vanoti gɔná (a. right hand) kureva rudyi. Mamwe mazwi: kwok (n. shield).
- Momi vanoti gondi (n. on the other side) kureva mhiri. Mamwe mazwi: gooz (n. umblical cord; navel).
- Momi vanoti kweeka (v. to be alight (fire); to shine. syn: ooka).
- Momi vanoti nok (n. foundation; base of a house) kureva nheyo.
- Momi vanoti páári (n. above; Heaven) kureva kudenga.
- Momi vanoti saka (loc. behind) kureva mushure. Mamwe mazwi: sai (adv until).
- Momi vanoti soka (v. to have sex, copulate; to fornicate).
- Momi vanoti teeká (loc. middle; between) kureva pakati.
- Momi vanoti vindi (n. writing; handwriting) kureva kunyora.
- Momi vanoti wakate (n. time) kureva nguva.
- Momi vanoti zaka (n. wind; gale; breeze) kureva mhepo.
- Momi vanoti tiika (v. come down; descend) kureva kudzika.
- Momi vanoti taau (n. bow) kureva uta.
- Momi vanoti dǝká (v. to climb; to go up; to ascend) kureva kukwira.
- Momi vanoti yaaka (v. to make a mistake; to err) kureva kukanganisa.
- Momi vanoti yaka (n. to sew) kureva kusona.
- Momi vanoti gala (n. meat) kureva nyama.
- Momi vanoti ɗoka (v. to take a small amount).
- Momi vanoti seeya (white; colourless). Mamwe mazwi: luuwaa (adj. very large; big; huge; vast).
- Momi vanoti baaká (n. relatives) kureva hama.
- Momi vanoti yoka (adj. left) kureva ruboshwe.