Chatemamwari

(runangakatsva kubva kuUtemamwari)

Chatemamwari kana chatemamusiki (theocracy) izwi iri riri kushandiswa pachinyorwa chino kureva mutowo wematongero unotevedza zvinofungirwaa kuti ndizvo zvinodiwa naMwari.

Kududzwa kweZita chinjirudza

Izwi rokuti theocracy rakabva kuGreek - iro rakaumbwa nezvikamu zviviri zvinoti: theo kureva Mwari, uye kratia kureva rule or strength. Saka pano chivakashure chokuti chatema- chiri kureva nzira yehutongi inopa simba kuboka rakarehwa - pano Chatemamwari huri hutongi hunotevedza mitemo yaMwari. Tarisai zviri pasi pandima iri zasi yemitauro yeBantu kuti pane dudziro yezwi rokuti tema.

Zvakakosha kuonesana kuti mashoko ari pano haako kuChiShona chemazuva ose, asi kuedza kuturikira mazwi anotaurwa kuEnglish.

Mamwe Mazwi chinjirudza

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaNyungwe vanoti mtemo (n. law) kureva mutemo. VaZigula vanoti kutema (v. to rule) kureva kutema.
  • VaGogo vanoti utemi (right to rule; chiefdom, chiefship) kureva kodzero yokutonga uye hutongi.
  • VaGogo vanoti mtemi kana watemi pakuwanda (leader, rule) kureva mutongi.
  • VaIkizu vanoti -tema (rule over, reign) kureva kutonga. VaKabwa vanoti omutemi (n. ruler; leader) kureva mutungamiri.