Chisutu

(runangakatsva kubva kuVaSotho)

Chisotho (kana Sesotho; Sotho) mutauro unowanikwa kuSouth Africa, Lesotho neZimbabwe.

Mazwi Anotodza Shona

chinjirudza
  • Basotho vanoti tsebe (n. ear) kureva nzeve.
  • Basotho vanoti mele (n. body) kureva muviri.
  • Basotho vanoti pompo (n. pump, water tap) kureva pombi.
  • Basotho vanoti mosi (n. smoke) kureva hutsi.
  • Basotho vanoti kereke (church) kureva kereke.
  • Basotho vanoti toropo (n. city) kureva dhorobha.
  • Basotho vanoti ho pota (to go around something, to go via a place ) kureva kupota.
  • Basotho vanoti ho kena (to go in, to enter, to attend) kureva kupinda. Zvichida slang yokuti kukenerana inotodzana nezwi iri?
  • Basotho vanoti bua (to talk) kureva kubhuya.
  • Basotho vanoti chaisa (get of work) kureva kuchaisa.
  • Basotho vanoti chata (to marry) kureva kuchata.
  • Basotho vanoti feba (to commit adultery, have casual sex) kureva kupfeva.
  • Basotho vanoti hanyanese (n. onion) kureva hanyanisi.
  • Basotho vanoti kamore (b. chamber, room) kureva kamuri.
  • Basotho vanoti molemo (useful, good) kureva murimo.
  • Basotho vanoti mpho (n. gift) kureva chipo.
  • Basotho vanoti mosamo (n. pillow) kureva mutsamiro.
  • Basotho vanoti motse kana metse pakuwanda (n. village) kureva mudzi.
  • Basotho vanoti nama (meat, flesh) kureva nyama.
  • Basotho vanoti noa (v. drink) kureva kunwa.
  • Basotho vanoti ntate (n. father) kureva baba.
  • Basotho vanoti ntate-moholo (n. grandfather) kureva sekuru.
  • Basotho vanoti patala (v. pay) kureva kubhadhara.
  • Basotho vanoti ota (to beocme skinny) kureva kuwonda.
  • Basotho vanoti phomola (to rest) kureva kupumhura.
  • Basotho vanoti phola (to become cool) kureva kupora.
  • Basotho vanoti kotsi (n. accident) kureva tsaona.
  • Basotho vanoti baba (bitter) kureva kuvava.
  • Basotho vanoti sefuba (chest) kureva chipfuva.
  • Basotho vanoti Lekhooa kana Makhooa pakuwanda (n. European) kureva mukiwa.
  • Basotho vanoti kheto kana likheto (n. election) kureva sarudzo.
  • Basotho vanoti ho kheta (elect) kureva kuvhotera.
  • Basotho vanoti tsamaea (to walk, to leave) kureva kuenda kana kubva.
  • Basotho vanoti tsimo (n. field) kureva masimo.
  • Basotho vanoti tsepa (to trust, to hope) kureva kuvimba.
  • Basotho vanoti roka (v. sew) kureva kuruka.
  • Basotho vanoti molao kana melao (n. law) kureva murao.
  • Basotho vanoti motsoali kana batsoali pakuwanda (n. parent) kureva mubereki.
  • Basotho vanoti ho besa (to light a fire, to roast) kureva kuvesa kana kugocha.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Basotho vanoti sootho (brown).
  • Basotho vanoti tala (green).
  • Basotho vanoti sechaba (community) kureva musha.
  • Basotho vanoti ho soka (v. to stir) kureva kukurunga.
  • Basotho vanoti ho rapela (to pray) kureva kunamata.
  • Basotho vanoti rera (v. plan, decide) kureva kuronga.
  • Basotho vanoti thero (n. decision) kureva zvarongwa?.
  • Basotho vanoti bothata kana mathata pakuwanda (n. problem, difficulty) kureva chinetso.
  • Basotho vanoti chaba (to rise - of the sun) kureva kubuda kwezuva.
  • Basotho vanoti dagga (n. marijuana) kureva mbanje.
  • Basotho vanoti karabo (n. answer) kureva mhinduro. Zvichida izwi rinotodzana nokuti kurapanura?
  • Basotho vanoti mokhotsi kana bakhotsi pakuwanda (friend) kureva shamwari.
  • Basotho vanoti monna kana banna (man, husband) kureva murume.
  • Basotho vanoti moreki kana bareki pakuwanda (buyer, customer) kureva mutengi.

Mabviro eruzivo

chinjirudza

[1]

  1. "Archive copy". Archived from the original on 2019-12-07. Retrieved 2020-03-30.