Kisukuma mutauro weBantu unowanikwa kuTanzania.

Mazwi Anotodza Shona

chinjirudza
  • Izwi rokuti nyama (meat) rimwechete kuShona neKisukuma.
  • Sukuma inoti mayu (n. mother) kureva amai.
  • Sukuma inoti liso (eye) kureva ziso.
  • Sukuma inoti igwa (v. hear) kureva inzwa kana ihwa.
  • Sukuma inoti ipya (new) kureva itsva.
  • Sukuma inoti nghwale (type of bird) - zvichida kureva chikwari.
  • Sukuma inoti guku (n. grandfather) kureva sekuru.
  • Sukuma inoti gubona (to see) kureva kuona.
  • Sukuma inoti nkungulume (rooster) kureva jongwe.
  • Sukuma inoti guluka (to weave) kureva kuruka.
  • Sukuma inoti lya (eat) kureva kudya.
  • Sukuma inoti nwa (drink) kureva kunwa.
  • Sukuma inoti bubi (bad) kureva huvi.
  • Sukuma inoti ataandatu (six) kureva tanhatu.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Sukuma inoti gutu (n. ear) kureva nzeve.
  • Sukuma inoti nghwani (n. ocean) kureva gungwa.
  • Sukuma inoti gulula (to whistle) kureva kuridza muridzo.
  • Sukuma inoti keenda (n. nine) kureva pfumbamwe.
  • Sukuma inoti makumi abili na keenda (twenty nine) kureva makumi maviri nepfumbamwe.
  • Sukuma inoti jina (name) kureva zita.
  • Sukuma inoti shitungulu (n. onion) kureva onyenzi.

Mazita Anotodza Shona

chinjirudza

[1] [2]

  1. "Archive copy". Archived from the original on 2020-08-23. Retrieved 2019-07-01. 
  2. "Archive copy". Archived from the original on 2023-11-27. Retrieved 2023-09-23.