Chisukuma
(runangakatsva kubva kuKisukuma)
Kisukuma mutauro weBantu unowanikwa kuTanzania.
- Kunonzi Kisukuma muyambonyina weChiFipa.
Mazwi Anotodza Shona
chinjirudza- Izwi rokuti nyama (meat) rimwechete kuShona neKisukuma.
- Sukuma inoti mayu (n. mother) kureva amai.
- Sukuma inoti liso (eye) kureva ziso.
- Sukuma inoti igwa (v. hear) kureva inzwa kana ihwa.
- Sukuma inoti ipya (new) kureva itsva.
- Sukuma inoti nghwale (type of bird) - zvichida kureva chikwari.
- Sukuma inoti guku (n. grandfather) kureva sekuru.
- Sukuma inoti gubona (to see) kureva kuona.
- Sukuma inoti nkungulume (rooster) kureva jongwe.
- Sukuma inoti guluka (to weave) kureva kuruka.
- Sukuma inoti lya (eat) kureva kudya.
- Sukuma inoti nwa (drink) kureva kunwa.
- Sukuma inoti bubi (bad) kureva huvi.
- Sukuma inoti ataandatu (six) kureva tanhatu.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Sukuma inoti gutu (n. ear) kureva nzeve.
- Sukuma inoti nghwani (n. ocean) kureva gungwa.
- Sukuma inoti gulula (to whistle) kureva kuridza muridzo.
- Sukuma inoti keenda (n. nine) kureva pfumbamwe.
- Sukuma inoti makumi abili na keenda (twenty nine) kureva makumi maviri nepfumbamwe.
- Sukuma inoti jina (name) kureva zita.
- Sukuma inoti shitungulu (n. onion) kureva onyenzi.
Mazita Anotodza Shona
chinjirudza- Masunga izita rinowanikwa muZimbabwe.
- Mang'ombe rinotodzana nekuti Man'ombe.
- Nyamswa rinotodzana nekuti Nyamuswa.
- Mbata rinotodzana nekuti bata.
- Gululi rinoda kutodzana nekuti Gurure.
- Manyanya (tomatoes) kureva madomasi.
- Maganga
- Lushinge
- Mchele (rice) kureva mpunga
- Mashili
- Matanga
- Maliwa
- Mhangwa
- Mponda
- Chuma
- Lugoye
- Masuke
- ↑ "Archive copy". Archived from the original on 2020-08-23. Retrieved 2019-07-01.
- ↑ "Archive copy". Archived from the original on 2023-11-27. Retrieved 2023-09-23.