Edo mutauro wemarudzi eKwa unowanikwa kuNigeria. Mutauro uyu unotaurwa kuBenin zvakare, kwaunodanwa kunzi Bini.

Mazwi Anotodza Bantu chinjirudza

  • Edo inoti da (v. to shout and call somebody; to shout) kureva kudaidza. Mamwe mazwi: eta (act of talking) - fananidzai nokuti iti ndamuda murume uyu.
  • Edo inoti eze (stream, river) kureva rwizi. Mamwe mazwi: igogo (n. corner) - fananidzai neshangu gogo?
  • Edo inoti koko (to gather) kureva kukokorodza. Mamwe mazwi: ria (to graze, to browse) - fananidzai nokuti kudya?
  • Edo inoti ta (to speak, to say, to tell) kureva kutaura. Mamwe mazwi: ta (to spread, to hang).
  • Edo inoti tataata (to be stretched; straight and long) kureva kutatamuka. Fananidzai nokuti tigere tatata.
  • Edo inoti uyeve (act of remembering, memory) kureva kuyeuka. Mamwe mazwi: eva (to arrange e.g. yams in piles).
  • Edo inoti efu (the fleshy parts; flesh of animals and human beings) kureva munyefu. Mamwe mazwi: fua (v. to perish).
  • Edo inoti omwan (n. person) kureva munhu. Mamwe mazwi: ebi (darkness) kureva rima.
  • Edo inoti ekun (n. waist) kureva chiuno. Mamwe mazwi: ebi (darkness) kureva rima.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Edo inoti ba (to be red or yellow; to shine - of the moon) kutsvuka kana kupa chiedza. Fananidzai nokuti bhaa.
  • Edo inoti ba (to add; used as the second part of a verbal combination. Hence ba-re - added to it. Often translated as besides, as well etc).
  • Edo inoti baba (to be hard i.e. severe). Mamwe mazwi: bolo (v. to peel skin, to strip the bark of a tree).
  • Edo inoti dada (to carry heavy things by hand) kutakura zvinorema nemawoko. Mamwe mazwi: dia (to become or be straight).
  • Edo inoti dia (to be near) kuva pedyo. Mamwe mazwi: ebge (n. body) kureva muviri.
  • Edo inoti emato (n. iron) kureva utare. Mamwe mazwi: enya (n. promise). Nyanya (yawn, sigh) kureva kushama nyai.
  • Edo inoti ere (white bean) rudzi rwebhinzi chena. Mamwe mazwi: eva, eveva (n. two). Erere (n. flute).
  • Edo inoti ese (well, properly, goodness, favour). Mamwe mazwi: fua (to be white). Ga; gaga (to surround, to fence).
  • Edo inoti edira (here; this side, way, part; in this place). Mamwe mazwi: dolo (v. to reconcile).
  • Edo inoti ikewu (three stones serving as pot rest) kureva mapfihwa. Mamwe mazwi: ipapa (something flat).
  • Edo inoti iye (n. mother) kureva amai. Mamwe mazwi: kaka (to dry; to be hard). Kakaaka (tightly, firmly).
  • Edo inoti okaro, okao (first). Mamwe mazwi: ota (evening) kureva madeko. Suo (collapse of undermined soil).
  • Edo inoti ota (n. speech, talk, conversation) kureva nhaurwa. Mamwe mazwi: oxa (white ants, termites) - zvichida vanoreva ishwa.
  • Edo inoti siksika (tough - of meat or wood which is not split easily). Mamwe mazwi: sie (to be black).
  • Edo inoti tota (to sit down, to sit) kureva kugara pasi. Mamwe mazwi: tua (to be loud - of human beings and drum).
  • Edo inoti ududu (lump, lump of a stone) kureva vhinga. Mamwe mazwi: udove (leanness, thinness).
  • Edo inoti ukoni (kitchen; at women's side of the Bini house) kureva kicheni. Mamwe mazwi: ukoko (n. pipe).
  • Edo inoti uwa (riches, pleasure) kureva hupfumi. Mamwe mazwi: va (to branch off).
  • Edo inoti va (to ail) kureva kurwara. Mamwe mazwi: va (to arrange e.g. yams in piles).
  • Edo inoti zama (respect) kureva kuremekedza. Mamwe mazwi: wa (to spread).
  • Edo inoti si (to be near, to go near, to go towards a certain direction). Mamwe mazwi: eve (elephantisis).
  • Edo inoti talo (v. to talk) kureva kutaura. Mamwe mazwi: etalo (act of talking).
  • Edo inoti ghan (behave haughtily). Mamwe mazwi: mwen (v. being). Ughamwen (arrogance; haughtiness).
  • Edo inoti furre (be calm) kureva kuremekedza. Mamwe mazwi: ofure (ncoolness; calmness, tranquility).

Kwakabva Mashoko chinjirudza