Lusoga
(runangakatsva kubva kuLutenga)
Lusoga kana Lutenga mutauro weBantu unowanikwa munyika yeUganda kumabvazuva kweAfrica.
Mazwi Anotodza Shona
chinjirudza- VaSoga vanoti mbwa (dog) kureva imbwa.
- VaSoga vanoti mbiro (race, speed) kureva mujawo.
- VaSoga vanoti mbaati (duck) kureva dhadha.
- VaSoga vanoti mbala (class, type) kureva rudzi.
- VaSoga vanoti mbala (count, ) kureva kuverenga.
- VaSoga vanoti mbalo (maths, number) kureva masvomhu kana nhamba.
- VaSoga vanoti mberi (ahead of) kureva zviri mberi.
- VaSoga vanoti mbuli kana mbudzi (goat) kureva mbudzi.
- VaSoga vanoti mpala (leopard) kureva mbada.
- VaSoga vanoti mpango (pillar) kureva bango?.
- VaSoga vanoti mwana (child) kureva mwana.
- VaSoga vanoti mwaka (year) kureva mwaka.
- VaSoga vanoti kifundwa (knot) kureva chipfundo.
- VaSoga vanoti nfa (way of dying, cause of death) kureva kafiro.
- VaSoga vanoti nkwale (partridge) kureva chikwari.
- VaSoga vanoti nhwa kana nywa (drink) kureva kunwa.
- VaSoga vanoti kanywe (little finger) kureva kagunwe.
- VaSoga vanoti tya (v. fear) kureva kutya.
- VaSoga vanoti meza kana meza (germinate) kureva kumera.
- VaSoga vanoti vaala (dress up) kureva kupfeka.
- VaSoga vanoti mahano (taboo) kureva zviyerwa. Ko hano zvariri zita rinoshandiswa pamombe?
- VaSoga vanoti funya (fold over) kureva kupfunya.
- VaSoga vanoti nzira (road, path, way) kureva nzira.
- VaSoga vanoti nyanza (lake) kureva nyanza.
- VaSoga vanoti okukola (working) kureva kushanda.
- VaSoga vanoti linda (wait) kureva kurinda.
Zvikamberi
chinjirudza- Mu pakududza rudzi rwemunhu sokuti musoga - native of Busoga land.
- Ba pakududza rudzi rwevanhu vazhinji sokuti Basoga - the Soga people.
- Bu' pakududza nyika inogarwa nerudzi rwevanhu sokuti Busoga Fananidza nokuti Buhera inyika yaigara VaHera.
- Ki sokuti kisoga (customs or traditions, e.g. kika, kisoga = describes religioustradition or culture common to the Soga people).
- Lu pakududza rurimi rwunotaurwa nerudzi rwevanhu - sokuti Lusoga, Luzungu, Lutenga.
Zvirevamwene
chinjirudza- VaSoga vanoti iwe (you) kureva iwe.
- VaSoga vanoti kino (this thing) kureva chino.
- VaSoga vanoti oyo (that person) kureva uyo.
- VaSoga vanoti ono (this person) kureva uno.
- VaSoga vanoti ani? (who?) kureva ani?.
- VaSoga vanoti ki (what) kureva chii.
- VaSoga vanoti li (when) kureva rii kana rinhi.