Bangala mutauro weBantu unowanikwa kuSouth Sudan, Uganda neDemocratic Republic of Congo.

Mazwi Anotodza Shona chinjirudza

  • Bangala vanoti ngai (I) kureva ini. Bangala vanoti bisu (we) kureva isu.
  • Bangala vanoti binu (you) kureva imi. Bangala vanoti nani (who) kureva nani.
  • Bangala vanoti mingi (many) kureva zhinji. Bangala vanoti mibali (two) kureva piri.
  • Bangala vanoti mabele (earth) kureva ivhu. Bangala vanoti mama (mother) kureva amai.
  • Bangala vanoti misato (three) kureva nhatu. Bangala vanoti mine (four) kureva ina.
  • Bangala vanoti mitano (five) kureva shanu.
  • Bangala vanoti mukuru, munene kana mulai (big) kureva chikuru.
  • Bangala vanoti kilo, mulito kana muzito (heavy) kureva huremu.
  • Bangala vanoti mukari (woman) kureva mukadzi. Bangala vanoti molume (man) kureva murume.
  • Bangala vanoti baba, papa kana tata (father) kureva baba.
  • Bangala vanoti nyama (animal) kureva mhuka. Bangala vanoti ndeke (bird) kureva shiri.
  • Bangala vanoti nyoka (snake) kureva nyoka. Bangala vanoti embwa (dog) kureva imbwa.
  • Bangala vanoti meno, pembe (tooth) kureva zino. Bangala vanoti mapapa, mapapu (wing) kureva mapapiro.
  • Bangala vanoti kulia (eat) kureva kudya. Bangala vanoti kuvimba (swell) kureva kuzvimba.
  • Bangala vanoti kupepa (blow) kureva kupepera. Mupepe kureva mhepo.
  • Bangala vanoti kuseka (to laugh) kureva kuseka. Bangala vanoti kunusa (to smell) kureva kunhuwa.
  • Bangala vanoti kulala (to sleep) kureva kurara. Bangala vanoti kubeta (to hit) kureva kurova.
  • Bangala vanoti kubia, kuía kana kuúta (come) kureva kuuya.
  • Bangala vanoti kusukula (v. to wash) kureva kusuka. Bangala vanoti kuyemba (v. sing) kureva kuimba.
  • Bangala vanoti mobisi kana mogugu (green) kureva girinhi.
  • Bangala vanoti muíndu kana muíndo (n. black) kureva hutema. Fananidzai nokuti mhindo.
  • Bangala vanoti kesekese, pe, pembe (white) kureva huchena.
  • Bangala vanoti mabe (bad) kureva mavi. Bangala vanoti moto (n. fire) kureva moto.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Bangala vanoti bekuse kana mukuse (short) kureva hupfupi.
  • Bangala vanoti makila, makira (n. blood) kureva ropa.
  • Bangala vanoti mukua (bone) kureva pfupa.
  • Bangala vanoti liseke (horn) kureva nyanga.
  • Bangala vanoti mokila (tail) kureva muskwe.
  • Bangala vanoti kunyanya (v. swim) kureva kushambira.
  • Bangala vanoti sanza kana senza (n. moon) kureva mwedzi.
  • Bangala vanoti gangala, ngúmbá kana ngombá (n. mountain) kureva gomo.
  • Bangala vanoti sika (new) kureva itsva.
  • Bangala vanoti kuzunga (v. warm) kureva kudziyisa.
  • Bangala vanoti manzano (yellow).
  • Bangala vanoti mutani (red) kureva hutsvuku.