Chatemanjonda

(runangakatsva kubva kuChatemambirimi)

Chatemanjonda kana chatemambirimi (plutocracy) mazwi anoreva mutowo wekutonga kana kutema mitemo unotevedza zvido zvevanhu vapfumisa: izvi zvichiitwa kubudikidza nemitemo yakarerekera nzira dzinodiwa nevanhu vapfumi.

  • Mbirimi (Resourceful or Industrious person).
  • Njonda (rich man) kureva munhu mupfumi.

Kududzwa kweZita chinjirudza

Izwi rokuti plutocracy rakabva kuGreek - iro rakaumbwa nezvikamu zviviri zvinoti: pluto kureva hupfumi uye kratia kureva rule or strength. Saka pano chivakashure chinonzi chatema- chiri kureva nzira yehutongi inopa simba kuboka rakarehwa - sokuti Chatemanjonda hutongi hunotevedza mitemo yenjonda.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Banze (Meeting-place of men of a village or neighbourhood). Pakuwanda toti mabanze.
  • Mubanze (resident of a neighbourhood; neighbour) muvakidzani ari pedyo zvekuti munogara pabanze rimwero.
  • Munguva yaitongwa nevarungu muAfrika hurumende dzaisatevedza utemabanze pakutonga nyika nemhosva.
  • Sarudzo dzekutanga dzeutemabanze dzakaitwa muZimbabwe mugore ra1980.
  • Nyika dzine chitsama muAfrika dzine hutongi hweChatemanjonda: a number of countries in Africa have democratic government.

Zvakakosha kuonesana kuti mashoko ari pano haako kuChiShona chemazuva ose, asi kuedza kuturikira mazwi anotaurwa kuEnglish.

Mamwe Mazwi chinjirudza

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaNyungwe vanoti mtemo (n. law) kureva mutemo. VaZigula vanoti kutema (v. to rule, govern) kureva kutema.
  • VaGogo vanoti utemi (right to rule; chiefdom, chiefship) kureva kodzero yokutonga uye hutongi.
  • VaGogo vanoti mtemi kana watemi pakuwanda (leader, rule) kureva mutongi.
  • VaIkizu vanoti -tema (rule over, reign) kureva kutonga. VaKabwa vanoti omutemi (n. ruler; leader) kureva mutungamiri.