Gurma

(runangakatsva kubva kuGulimancema)

Gurma kana Gulimancema mutauro weAfrika unowanikwa kuBurkina Faso.

Mazwi Anotodza Bantu chinjirudza

  • Gurma vanoti ba (n. father, uncle on father's side) kureva baba.
  • Gurma vanoti bara (n. light pigmentation, light spot on the skin; bright spot on skin). Fananidzai nokuti vara.
  • Gurma vanoti bii (v. dark, be dark, bushy, be obscure) kureva kuti svii. Mamwe mazwi: bìí (mistake, error, fault, bad, evil). Fananidzai nokuti chivi?
  • Gurma vanoti biibili (n. darkness). Fananidzai nokuti kuvira kwezuva?. Mamwe mazwi: bitonga (n. crook).
  • Gurma vanoti bongili (n. donkey) kureva mbongoro. Mamwe mazwi: bulima (v. ensownment, seeding) kureva kudyara.
  • Gurma vanoti cialo (premier; ancestor, first) kureva chekutanga. Mamwe mazwi: ciama (once, in the old days, formerly, in the beginning, in the past).
  • Gurma vanoti dààma kana dolo (n. beer, alcoholic drink) kureva doro. Mamwe mazwi: jie (v. eat) kureva kudya.
  • Gurma vanoti jingi (v. remove, drive away) kureva kudzinga. Mamwe mazwi: jìngili (n. altar of sacrifice) - fananidzai nokuti dzingire?

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Gurma vanoti ábádá (never) kureva bodo kana haisva. Mamwe mazwi: jienŋa (n. layer).
  • Gurma vanoti àdágu kana àdáa (n. cutlass, machete) kureva zibanga. Mamwe mazwi: jòà (v. to be blind) kuva bofu.
  • Gurma vanoti àlijàmà kana àndúná (n. world) kureva nyika kana pasirose. Mamwe mazwi: ulisi (n. bear - mammal) kuva bheya.
  • Gurma vanoti baali (valley, low level field) kureva mupata. Mamwe mazwi: báálí (be near, be close to, be next to).
  • Gurma vanoti bali (n. command, power, empire, authority, chiefdom, power, royalty, kingdom).
  • Gurma vanoti balini (beyond, to by-pass, side by side, to be next to). Mamwe mazwi: bonyali (n. young, virgin).
  • Gurma vanoti bam (many, much, numerous) kureva zhinji. Mamwe mazwi: bonóò (n. instrument, thing, tool).
  • Gurma vanoti bangi (v. inculcate, instill, indoctrinate, instruct). Mamwe mazwi: bangima (teaching, talk, conference, doctrine; instruction). Bangido (n. trainer, teacher).
  • Gurma vanoti bari (vaccinate, incise, make scarifications). Mamwe mazwi: bari (n. order).
  • Gurma vanoti boanbu (n. annona senegalensis) kureva maroro. Mamwe mazwi: bòàni (dark, be dark, black, be black).
  • Gurma vanoti bondili kana bonda pakuwanda (arrangement, construction, fabrication) kureva chivakwa. Mamwe mazwi: bondima (coupling; mating).
  • Gurma vanoti bonsali (n. mixed thing) kureva chisanganiswa. Mamwe mazwi: (adj. male) kureva mukono.
  • Gurma vanoti bonpàgìla (n. seed) kureva mbeu. Mamwe mazwi: bontoa (adj. other, another). Mamwe mazwi: bonpaara (surplus, extra).
  • Gurma vanoti cààni (n. new, foreign, imported) kureva chitsva. Mamwe mazwi: (completely, fully, totally, entirely) - fananidzai nokuti kukakaira.
  • Gurma vanoti candi (disoriented, being a stranger, change experienced from a foreign culture). Mamwe mazwi: càndo (n. guide, leader).
  • Gurma vanoti casi kana casiga (n. comb) kureva kamu. Mamwe mazwi: ciali (equalize, even, level).
  • Gurma vanoti cídíma (aggression, defiance, annoyance, assault, attack, provocation, teasing, quarrel). Madudziro, vanoti: cilo kilogram.
  • Gurma vanoti cílì (v. commence, to start, begin; to found, to undertake, to initiate, to outline, to establish) kureva kuvarura.
  • Gurma vanoti cilika (initiator, inventor, designer, principal) kureva muvambi. Mamwe mazwi: cilima (foundation, origin, establishment, beginning; origin).
  • Gurma vanoti cilo (n. kinship cousins, uncles, aunts) kureva hukama. Mamwe mazwi: cìmú (depth, profundity).
  • Gurma vanoti cìna (the same, such, similar, alike). Mamwe mazwi: cipiiga (tenth month of the year).
  • Gurma vanoti citaa (third month of the year - March) kureva kurume. Mamwe mazwi: daali (n. day; daytime).
  • Gurma vanoti ciamo (old, great, important). Mamwe mazwi: ciani (accompany, escort, guide) - fananidzai nokuti chani.
  • Gurma vanoti cuali (n. jug; water jar,) kureva chirongo kana hari. Mamwe mazwi: da (equal, even, equivalent, be level).
  • Gurma vanoti daama (v. buying, purchase) kureva kutenga. Mamwe mazwi: dandangu (n. stick insect, bacillus).
  • Gurma vanoti denga (n. short-legged hen). Mamwe mazwi: deni (concern, interest). Dèni (domicile, chez soihome, residence, domicile, at home).
  • Gurma vanoti die (direct, lead, lead, preside, command,have the responsibility of) kureva kutungamira.
  • Gurma vanoti dimángu (n. millet, sorghum) kureva rukweza kana mapfunde. Mamwe mazwi: difengu (emptied cob).
  • Gurma vanoti dìndí (v. dismiss, resign, push aside, resign, step down). Mamwe mazwi: doda (honey made of pollen).
  • Gurma vanoti doddi (n. mound) kureva murwi. Mamwe mazwi: Mamwe mazwi: doka kana dokoa (n. ladder) kureva manera.
  • Gurma vanoti doma (crossing, passage) kureva kuyambuka. Mamwe mazwi: dòma (ascent, ascent, climb up). Dòma (v. mating for animals only).
  • Gurma vanoti faani (paralyzing, atrophying, being atrophied; wither, to dry out, faded). Mamwe mazwi: figu (n. bunch of, cluster).
  • Gurma vanoti gaama (n. perimeter; surrounding). Mamwe mazwi: gaáni (surname, clan). Gámú (towards, on the side of).
  • Gurma vanoti gùà (n. panther). Mamwe mazwi: gùùngu (n. mushroom) kureva hohwa.
  • Gurma vanoti jààli (riverbank, shore, edge; beach) kureva hombekombe. Mamwe mazwi: janda (misfortune) kureva rushambwa.
  • Gurma vanoti jafááno (n. girl; virgin) kureva nhandara. Mamwe mazwi: jama (n. 1. strength, force, power; 2. virility, manhood, manliness; 3. social climate).
  • Gurma vanoti jàni (affected by leprosy) kureva maperembudzi. Mamwe mazwi: japáádi (n. pride, insolence; affected; pretension; snobbery). Fananidzai nokuti Nyapadi?
  • Gurma vanoti jatanga (n. dynamic person). Mamwe mazwi: jawaama (n. 1. way of young person; 2. adolescence of boy; 3. ostentation; 4. gallantry).
  • Gurma vanoti jawandi (n. fear, fright) kureva kutya. Mamwe mazwi: jè (v. fear to fear). Jóma (horse hair) - fananidzai nokuti Zvoma?
  • Gurma vanoti paadi (v. triumph; dominate; control; defeat, overcome, conquer, win). Mamwe mazwi: pààdí (v. to fork, branch off, bifurcate, turn off). Fananidzai nokuti kupaduka kana kupadura?
  • Gurma vanoti pàdima (v. tear, rupture, distribution, division, secession, sectioning, separation). Mamwe mazwi: pani (v. remove something horizontally).
  • Gurma vanoti pàndí (v. renew; revive; rejuvenate) kureva kuvandudza. Mamwe mazwi: pándí (v. overcome a difficulty; find a solution).
  • Gurma vanoti pandili (n. loan) kureva chikwereti. Mamwe mazwi: pànguánli (v. repayment of debt) kubhadhara chikwereti.
  • Gurma vanoti pani (n. reward,recompense) kureva chitutso. Mamwe mazwi: pani (give) kureva kupa.
  • Gurma vanoti sala (n. public area, open court, public square) kureva paruzhinji. Mamwe mazwi: sanga (n. clay pot) kureva hari.
  • Gurma vanoti sia (v. burn, set on fire) kureva kutsva. Mamwe mazwi: sikore (n. chicory). Soni (sharp).
  • Gurma vanoti sòama (n. blood) kureva ropa. Mamwe mazwi: songo (n. red sorghum) kureva mapfunde matsvuku.
  • Gurma vanoti suandi (v. hit, strike) kureva kurova. Mamwe mazwi: táá (1. of the same origin; 2. to be equal, to be resemble).
  • Gurma vanoti tàali (n. leg, footprint, behaviour) kureva gumbo kana tsoka. Mamwe mazwi: Utienu (n. God) kureva Mwari.