ChiIzere

(runangakatsva kubva kuIzere)

Izere mutauro unowanikwa kuNigeria.

Mashoko Anotodza Bantu

chinjirudza
  • Izere inoti atom (n. messenger) kureva mutumwa.
  • Izere inoti atek (n. owner; father; possessor) kureva mwene, baba kana muzvina.
  • Izere inoti atuuru (yellow) kureva yelo. Fananidzai nokuti nhundurwa?
  • Izere inoti gak (rough; uneven; uncomfortable) kureva gakashira.
  • Izere inoti iwom (n. sexual intercourse) kureva kukumbana pabonde.
  • Izere inoti kata (n. bow) kureva uta.
  • Izere inoti ba (not) - fananidzai ba inotaura WaManyika.
  • Izere inoti kutóm (n. message; communication 2. v.n. sending) kureva kutuma.
  • Izere inoti kutong (n. type; sort; kind; category). Fananidzai nokuti matongo.
  • Izere inoti ritók (n. insult; injurious language; abuse ) kureva kutuka.
  • Izere inoti tem (v. to cut down; chop down) kureva kutema miti.
  • Izere inoti tsek (v. cut) kureva kucheka.
  • Izere inoti kuya (v. eating) kureva kudya.
  • Izere inoti inyon (n. chicken, fowl, hen) kureva huku. Zulu inoti nyoni kureva shiri.
  • Izere inoti rinam (n. meat) kureva nyama.
  • Izere inoti ashi (n. water) kureva mvura. Chewa inoti madzi.

Mamwe Mashoko

chinjirudza
  • Izere inoti berek (v. to support) kureva kutsigira.
  • Izere inoti ìgàtaar (num. six) kureva nhanhatu.
  • Izere inoti igo (n. agemate) kureva wezera rimwe.
  • Izere inoti ìkara (num. eight) kureva sere.
  • Izere inoti itok (n. salt) kureva munyu.
  • Izere inoti ìzùngu (num. thousand) kureva chiuru.
  • Izere inoti kanyisi (n. face) kureva chiso.
  • Izere inoti katse (n. wilderness; bush; forest) kureva sango.
  • Izere inoti kukásá (v.n. choosing ) kureva kushara.
  • Izere inoti kuri (n. relatives of any side; kin) kureva hama.
  • Izere inoti kuri ( n. type; kind; sort) kureva mhando.
  • Izere inoti kuse (n. attribute; character) kureva katsika.
  • Izere inoti nàwù (n. shade; shadow) kureva mumvuri.
  • Izere inoti rítsé̱ng (n. astuteness; cleverness; cunning; craftiness; guile) kureva huchenjeri.
  • Izere inoti sere (sloping; steep) kureva materu.
  • Izere inoti tè̱rè̱ (to be of the same (character; dimensions) kureva kufanana.
  • Izere inoti tete (near, close, nearby) kureva pedyo.
  • Izere inoti tsan (v. to do s.t. ahead of time) kureva kufano.
  • Izere inoti nyere (to be perfect) kureva muchechetere.
  • Izere inoti kushu (n. oath) kureva mhiko. Mamwe mazwi: akuyu (this side).


[1]

  1. https://www.rogerblench.info/Language/Niger-Congo/BC/Plateau/Izeric/Language/Izere%20Dictionary%20composite%202019.pdf