Nafanan
Nafanan kana Nafaanra mutauro weAfrika unowanikwa kumusoro kwakadziva madokero eGhana pedyo nemuganhu weIvory Coast.
Mazwi Anotodza Bantu
chinjirudza- Nafanan vanoti aa (interjection showing fright or surprise) kureva aa.
- Nafanan vanoti chombo (n. spear) kureva pfumo.
- Nafanan vanoti taanhaa (n. step or climbing place) kureva danho.
- Nafanan vanoti paara (v. talk) kureva kutaura. Fananidzai nokuti kuparidza?
- Nafanan vanoti liwo (adj. edible) kureva chidyiwa. Fananidzai nokuti muriwo?
- Nafanan vanoti kobo (n. penny).
- Nafanan vanoti kotolo (n. bowl or dish made of clay) kureva mbiya kana ndiro yedhaga.
- Nafanan vanoti kuwee (n. owl) kureva zizi.
- Nafanan vanoti kabiile (n. natives) kureva rudzi rwepo. Swahili vanoti kabila (a tribe, subdivision of a tribe).
- Nafanan vanoti jaara (prep. side, beside).
- Nafanan vanoti jele (n. leg) kureva gumbo.
- Nafanan vanoti jese (n. thread) kureva shinda.
- Nafanan vanoti jira (n. lion) kureva shumba.
- Nafanan vanoti jiri (v. give birth, hatch or multiply) kureva kuzvara.
- Nafanan vanoti juru (n. harp - a musical instrument).
- Nafanan vanoti hlo (n. elephant) kureva nzou.
- Nafanan vanoti hali (adv. even) kureva kuenzana.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Nafanan vanoti baare (n. wooden hammer, mallet) kureva nyundo.
- Nafanan vanoti bie (n. seed) kureva mbeu.
- Nafanan vanoti chasi (adj. neat) kureva kutsvinda.
- Nafanan vanoti chiriri (adv. well).
- Nafanan vanoti chrɛwɛ (n. egg) kureva zai.
- Nafanan vanoti chuuli (n. gorge).
- Nafanan vanoti dram kana ndram (n. weather; climate) kureva wetha.
- Nafanan vanoti vala (adj. wide) kureva kufara. Mamwe mazwi: valam (n. width) kureva hwasha.
- Nafanan vanoti viŋge (v. turn) kureva kutendeuka.
- Nafanan vanoti tuni (v. quarrelling) kureva kupopota.
- Nafanan vanoti saara (n. for the benefit/grace).
- Nafanan vanoti sam kana samu (n. border) kureva muganhu.
- Nafanan vanoti san (v. decorate, adorn). Mamwe mazwi: sani (v. decorating) kureva kudavada.
- Nafanan vanoti sele (n. family, relatives) kureva mhuri.
- Nafanan vanoti sholo (adj. erect - as in standing erect).
- Nafanan vanoti paala (n. custom) kureva tsika.
- Nafanan vanoti naara (n. butter, cheese) kureva bhata kana chizi.
- Nafanan vanoti nafa (v. prosper, benefit) kureva kubudirira.
- Nafanan vanoti ndoo (n. 1. place; 2. father).
- Nafanan vanoti mbaala (n. sheep) kureva hwayi.
- Nafanan vanoti muyira (n. lighter).
- Nafanan vanoti lafolo (n. stream) kureva rukorodzi.
- Nafanan vanoti leele (n. people) kureva vanhu.
- Nafanan vanoti lelaa (n. person without family) munhu asina hama.
- Nafanan vanoti lɛɛlɛ (v. hesitate; bend down).
- Nafanan vanoti luuluu (n. spring of water) kureva chisipiti.
- Nafanan vanoti kaha (n. joke) kureva nyambo.
- Nafanan vanoti katala (n. trouble). Fananidzai nokuti kukataza?
- Nafanan vanoti kombo (n. hyena) kureva bere.
- Nafanan vanoti kondala (middle of the road).
Duramazwi rinowanikwa paWebonary.