Shall mutauro unowanikwa ku Bauchi State Nigeria

Mamzwi Anotodza Bantu

chinjirudza
  • Shall vanoti turi (v. go up; mount) kureva kukwira. Fananidzai nokuti kuturika?
  • Shall vanoti na (n. mother) kureva amai.
  • Shall vanoti ba (n. father) kureva baba.
  • Shall vanoti ta (n. bow) kureva uta. Mamwe mazwi: ndun (n. spear) kureva pfumo.
  • Shall vanoti sirim (adj. black) kureva hutema. Fananidzai nokuti rima.
  • Shall vanoti moti (many) kureva zhinji. Fananidzai nokuti mhodzi.

Mamwe Mashoko

chinjirudza
  • Shall vanoti kun (tree) kureva muti.
  • Shall vanoti lun (n. root) kureva mudzi.
  • Shall vanoti biri (n. seed, stone, pip) kureva mhodzi kana ibwe.
  • Shall vanoti jinen (n. water) kureva mvura.
  • Shall vanoti pus (n. sun) kureva zuva.
  • Shall vanoti samari (n. young man) kureva jaya.
  • Shall vanoti boka (n. doctor) kureva chiremba.
  • Shall vanoti rim (n. wara) kureva hondo.
  • Shall vanoti lum (n. language) kureva mutauro.
  • Shall vanoti yinin (n. teeth) kureva mazino.
  • Shall vanoti bya (n. voice) kureva izwi.
  • Shall vanoti bari (n. blood) kureva ropa.
  • Shall vanoti wa (n. snale - generic) kureva nyoka.
  • Shall vanoti fari (adj. white) kureva huchena. Mamwe mazwi: shudi (blue).
  • Shall vanoti gin (n. one) kureva posi. Mamwe mazwi: bo (n. two) kureva piri.
  • Shall vanoti ta (n. three) kureva tatu. Mamwe mazwi: nas (four) kureva ina.
  • Shall vanoti kyun (five) kureva shanu. Mamwe mazwi: tanfun (six) kureva tanhatu.
  • Shall vanoti tariba (seven) kureva nomwe. Mamwe mazwi: nasnas (eight - four + four) kureva sere.
  • Shall vanoti wurinkyun (nine) kureva pfumbamwe. Mamwe mazwi: zup (n. ten) kureva gumi.