Nyungwe
(runangakatsva kubva kuMunyungwe)
Nyungwe kana ChiNyungwe mutauro unotaurwa kuMozambique uri rurimi rieBantu.
Mazwi Anotodza Shona
chinjirudza- VaNyungwe vanoti mbiti (otter) kureva mbiti.
- Nyungwe inoti mwana (son) kureva mwanakomana.
- Nyungwe inoti abale (brothers) kureva vakoma.
- Nyungwe inoti mbwaya (dog) kureva imbwa.
- Nyungwe inoti kuyamba (to begin) kureva kuvamba.
- Nyungwe inoti munthu (person) kureva munhu.
- Nyungwe inoti miti (trees) kureva miti.
- Nyungwe inoti mubodzi (one) kureva mubodzi.
- Nyungwe inoti katiyo (one little chick) kureva katiyo kana kanhiyo.
- Nyungwe inoti uswa (grass) kureva uswa.
- Nyungwe inoti muyeruzi (adviser) kureva chipanga mazano.
- Nyungwe inoti mulimi (farmer) kureva farmer.
- Nyungwe inoti ulendo (travel) kureva rwendo.
- Nyungwe inoti mtsikana (girl) kureva musikana.
- Nyungwe inoti mambo (king) kureva mambo.
- Nyungwe inoti diso (eye) kureva ziso.
- Nyungwe inoti zinomwe (seven) kureva nomwe.
- Nyungwe inoti kufunana (too love mutually) kureva kudanana.
- Nyungwe inoti nyengo (time, event, occasion, period, season) kureva nguva. Sokuti: nyengo ya mainza (rainy season).
- Nyungwe inoti dzuwa (sun, daylight) kureva zuva.
- Nyungwe inoti usiku (night) kureva husiku.
- Nyungwe inoti macibese (morning) kureva mangwanani.
- Nyungwe inoti kubesera kana kubeseraka (to wake up early) kureva kumukira.
- Nyungwe inoti congwe (rooster) kureva jongwe.
- Nyungwe inoti maulo (evening) kureva mauro.
- Nyungwe inoti ngwe (ideophone meaning - its getting bright or light) inyaudzosingwi inodudza kuchena kwekunze.
- Nyungwe inoti masikati (noon) kureva masikati.
- Nyungwe inoti nsiku (noon) kureva masikati.
- Nyungwe inoti kweru (early afternnon) kureva pakuvamba kwemasikati.
- Nyungwe inoti kudoka (to get dark) kureva kudoka.
- Nyungwe inoti chidodo (twilight).
- Nyungwe inoti mainza (rainy season) kureva maenza.
- Nyungwe inoti matenda (sickness) kureva hurwere kana hutenda.
- Nyungwe inoti mpaka (until) kureva kudzamara.
- Nyungwe inoti muzinga (week) kureva vhiki.
- Nyungwe inoti lero (today) kureva nhasi. Izwi iri rinotodza Chewa neSena inoti lero.
- Nyungwe inoti pita (to pass) kureva kupfuura.
- Nyungwe inoti kufika (to arrive) kureva kusvika.
Mazita eMwedzi
chinjirudza- Mwezi ya tsakulo (January - lit. month of hoeing).
- Mwezi ya kambzombzo (February - lit. ‘time of hunger before first harvest).
- Mwezi ya nkakata (March).
- Mwezi ya m’bvuno (April -lit. harvest).
- Mwezi ya m’phepo (May - lit. ‘cold, wind, fresh time).
- Mwezi ya zawe (June - literary freeze, frost) kureva mwedzi wachikumi.
- Mwezi ya mpepedza (July - lit. ‘wind).
- Mwezi ya chirimo (August - dry time to prepare the fields) kureva chirimo.
- Mwezi ya tsosa (September - ).
- Mwezi ya phumphuli (October - lit. ‘first rain).
- Mwezi ya m’bzwalo (November - ).
- Mwezi ya mainza (December - lit. rainy reason).
- ↑ https://repositorio-aberto.up.pt/bitstream/10216/117569/2/303043.pdf
- ↑ "Archive copy". Archived from the original on 2021-04-21. Retrieved 2019-06-09.