Shambala

(runangakatsva kubva kuMushambala)

Shambala rurimi runowanikwa munyika yeTanzania uri mutauro weChiBantu.

Zvivakamberi chinjirudza

  • Kishambala (of the Shambala sort - language, culture, manners etc) kureva Chishambala.
  • Washambala (people of the Shambala tribe) kureva vanhu verudzi urwu.
  • Mushambala (one person of the Shambala tribe).
  • Usambara (n. country of the Shambala people).

Mazwi Anotodza Shona chinjirudza

  • Shambala inoti kilima (hill), kureva chikomo.
  • Shambala inoti nyumba (house), kureva imba.
  • Shambala inoti muntu (person), kureva munhu.
  • Shambala inoti muti (tree), kureva muti.
  • Shambala inoti mushi kana mishi pakuwanda (n. day), kureva musi kana misi.
  • Shambala inoti kintu (n. thing), kureva chinhu.
  • Shambala inoti zino kana meno pakuwanda (tooth), kureva zino kana meno.
  • Shambala inoti mugongo (n. back), kureva musana.
  • Shambala inoti shafu (n. calf of the leg), kureva tsapfu.
  • Shambala inoti mutwi (n. head), kureva musoro.
  • Shambala inoti mate (n. saliva), kureva mate.
  • Shambala inoti kiga (n. thigh), kureva chidya.
  • Shambala inoti mnyolo (n. chain), kureva cheni.
  • Shambala inoti kuni kana lukuni (firewood), kureva huni kana rukuni.
  • Shambala inoti lukuta (n. wall), kureva madziro.
  • Shambala inoti dewa (n. stable or cowshed), kureva danga remombe.
  • Shambala inoti kilumbu (n. sweetheart), kureva mudiwa. Kune zita rinonzi Kalumbu kuMalawi.
  • Shambala inoti hoya (n. axe), kureva demo. Kune nzvimbo inonzi hoya kuMashonaland Central.
  • Shambala inoti kishungo (n. button), kureva bhatani. Ko Gushungo?
  • Shambala inoti ngawa (n. shield), kureva nhoo.
  • Shambala inoti kanzu (n. shirt), kureva hanzu.
  • Shambala inoti fundo (n. knot), kureva chipfundo.
  • Shambala inoti ufumwa (n. dominion; kingdom).
  • Shambala inoti kondo (n. war), kureva hondo.
  • Shambala inoti zana (n. yesterday), kureva nezuro.
  • Shambala inoti munyani (n. clever), kureva mungwaru.
  • Shambala inoti kilema (n. deformed), kureva chirema.
  • Shambala inoti wishi (n. fresh), kureva mbishi. Sokuti - nyumba mbishi - (a new house).
  • Shambala inoti mgoshi (n. male, man, husband), kureva murume.
  • Shambala inoti bangu (n. wide), kureva chipamhi. Sokuti shila ya bangu (a wide road).
  • Shambala inoti muntu mumwe (n. one man), kureva munhu mumwe.
  • Shambala inoti E (n), kureva z.

Zvirevamwene chinjirudza

[1][2].

  1. https://books.google.ca/books?id=DgoUAAAAYAAJ&pg=PA8&lpg=PA8&dq=kiga+language&source=bl&ots=L5l2FR79Mn&sig=ACfU3U2OZNL14CwyobgOdbsv48FSjj6uHQ&hl=en&sa=X&ved=2ahUKEwiOgNCMo8LiAhVMiqwKHfhiACU4UBDoATAFegQICRAB#v=onepage&q&f=false
  2. https://archive.org/details/collectionsfora01steegoog/page/n17