Ina
|
Ina (4) nna kana china, pahuwandu tichiti mana kana zvina. Ina chiperengo (kana numeri), numeriya uye dhijiti. Ndicho chiperengo chakasikwa chiri pakati pa tatu (yainotevera) na shanu (yainotangira kuravwa). Ndicho chiperengo chidoko kudarika chiperengo chiri komboziti, uye chinovonekwa sechisina rombo rakanaka mutsika dzakawanda dzekuChamhembe kwe Ezhiya.
Mutsika
chinjirudzaVachayina vanotenda kuti ina inumeri ye rufu.
Asi inoshandiswa futi kureva china, musi wevhiki rechiShona. Musi weChina musi wakoka kuVashona, ndiwo musi weChisi, asi musi uyu unoremekedzwa zvakasiyana pamunhu ne munhu, vamwe vanonamata musi weChina asi vamwe vanoshandiswa Mugovera. Vakristu vaakushandisa musi wechiRungu reSvondo vachisiya tsika.
Musainzi
chinjirudzaRuambanumeri
chinjirudzaMuRuambachiperengo (numeroloji) hwe tsika yeVashona ina hayina ukoshi uye hayina udzikiriswa futi.
Ruambanyeredzi
chinjirudzaMuruambanyeredzi ina inumeri inomirira chiratidzo cha gakanje / gakandye, uye inomirira wo futi imba ina ye chati rokuzvarwa remunhu. Imba inotongwa ne chiratidzo gakanje (icho chinotongwa wo na mwedzi), pamusoro pezvo, imba ina imba ya amai, kumba, dzinza ne zvimwe wo.
Upanganyeredzi
chinjirudzaUpanganyeredzi (astronomy)
- Materestiari mana (kana matombo) zvindeya zviri muMutandira we Mushana: Nyamatsatse, Hweva, Rinopasi, na Mrongazuva
- Mahofori mana egasi/mazaya zvindeya zviri muMutandira we Mushana: Vhenekeratsvimborume, Chirema, Yuranisi, na Neputoni.
- Mwedzi ina ya Vhenekeratsvimborume (mwedzi ya Galalio) anoonekwa kubva kuRinopasi nechiringakure chahobhi (hobby).
- Mesiya Obujekiti (Messier object) M4, muvunene 7.5 wechimwotso (klasta) che pasirose muunganyeredzi ya Chinyavada.
Udorongodzwa hwe masamhuro ari bhesiki
chinjirudzaKukwanza | 1 | 2 | 3 | 4 | 5 | 6 | 7 | 8 | 9 | 10 | 11 | 12 | 13 | 14 | 15 | 16 | 17 | 18 | 19 | 20 | 21 | 22 | 23 | 24 | 25 | 50 | 100 | 1000 | |||
---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|
4 × x | 4 | 8 | 12 | 16 | 20 | 24 | 28 | 32 | 36 | 40 | 44 | 48 | 52 | 56 | 60 | 64 | 68 | 72 | 76 | 80 | 84 | 88 | 92 | 96 | 100 | 200 | 400 | 4000 |
Kugovanisa | 1 | 2 | 3 | 4 | 5 | 6 | 7 | 8 | 9 | 10 | 11 | 12 | 13 | 14 | 15 | 16 | |
---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|
4 ÷ x | 4 | 2 | 1.3 | 1 | 0.8 | 0.6 | 0.571428 | 0.5 | 0.4 | 0.4 | 0.36 | 0.3 | 0.307692 | 0.285714 | 0.26 | 0.25 | |
x ÷ 4 | 0.25 | 0.5 | 0.75 | 1 | 1.25 | 1.5 | 1.75 | 2 | 2.25 | 2.5 | 2.75 | 3 | 3.25 | 3.5 | 3.75 | 4 |
Udambanura | 1 | 2 | 3 | 4 | 5 | 6 | 7 | 8 | 9 | 10 | 11 | 12 | 13 | |
---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|
4x | 4 | 16 | 64 | 256 | 1024 | 4096 | 16384 | 65536 | 262144 | 1048576 | 4194304 | 16777216 | 67108864 | |
x4 | 1 | 16 | 81 | 256 | 625 | 1296 | 2401 | 4096 | 6561 | 10000 | 14641 | 20736 | 28561 |
Kurerutsa Mutauro
chinjirudzaMazwi e Chibantu
chinjirudza- VaYao vanoti kacheche (four times). Lomwe vanoti okhwiri sese kana sheshe kureva zvina.
- VaTiriki vanoti khane (n. four times, fourfold) kureva kana. Kizigua vanoti minne (four) vachireva mana.
- VaZigula neChimbalazi vanoti robo (four; quarter) vachireva zvina. Sokuti Kila chiro napika wadagala robo kilo. - Every night I cook a fourth of a kilo of sardines.
- Kimbundu vanoti uana (n. four) vachireva mana. VaZigula vanoti kwada kana makwada (n. quarter $0.25).