Firan
Mazwi Anotodza Bantu
chinjirudza- Firan inoti i-nam (n. meat) kureva nyama.
- Firan inoti ilem (n. tongue, language) kureva rurimi.
- Firan inoti kubok (n. arm) kureva ruwoko.
- Firan inoti rumo (v. bite) kureva kuruma.
- Firan inoti kuren (v. fight) kureva kurwa.
- Firan inoti kusu (v. wash) kureva kusuka.
- Firan inoti uruk (v. exit) kureva kubuda. Fananidzai nokuti kuburuka.
- Firan inoti tom (v. send) kureva kutuma.
- Firan inoti nyin (n. tooth) kureva zino. Fananidzai nokuti kunyinura.
- Firan inoti nyam (n. wild animal) kureva mhuka yemusango.
- Firan inoti nyon (n. chicken) kureva huku. Ndbele inoti inyoni kureva shiri.
- Firan inoti yisi (n. owl) kureva zizi.
Mamwe Mashoko
chinjirudza- Firan inoti zanta (n. mosquito) kureva umhutu. Mamwe mazwi: anet (n. person) kureva munhu.
- Firan inoti maza (n. men) kureva varume. Mamwe mazwi: mata (n. women) kureva vakadzi.
- Firan inoti yara (n. children) kureva vana vadiki. Mamwe mazwi: matasa (n. youth) majaya nemhandara.
- Firan inoti ku-duŋ (n. rope) kureva tambo. Mamwe mazwi: ku-bɨŋ (n. pit) kureva gomba.
- Firan inoti n̩tɔk̚ (n. salt) kureva munyu. Mamwe mazwi: ku-kun (firewood) kureva huni.
- Firan inoti i-dzuwa (n. seed) kureva mbewu. Mamwe mazwi: i-dzuk (n. millet).
- Firan inoti kuto (n. ear) kureva nzeve. Mamwe mazwi: inji (tooth) kureva zino.
- Firan inoti ntsok (n. blood) kureva ropa.
- Firan inoti adangu (n. friend) kureva shamwari.
- Firan inoti jiren (n. name) kureva zita. Mamwe mazwi: kurum (n. tail) kureva murume.
- Firan inoti kuruŋ (n. fire) kureva moto. Mamwe mazwi: kuta (n. stone) kureva dombo.
- Firan inoti itsom (n. iron) kureva simbi. Mamwe mazwi: tsom (n. money) kureva mari.
- Firan inoti ruwan (n. bow) kureva uta.
- Firan inoti kan (white) kureva huchena. Mamwe mazwi: uwe (black) kureva hutema.
- Firan inoti sin (red) kureva tsvuku.
- Firan inoti tsan (left) kureva ruboshwe. Mamwe mazwi: kjom (right) kureva rudyi.
- Firan inoti sok (v. take) kureva kutora. Mamwe mazwi: tsen (v. walk) kureva kufamba.
- Firan inoti Punom (n. God) kureva Mwari.
- Firan inoti zek (large river) kureva rwizi. Mamwe mazwi: kutsen (n. stream) kureva rukova.
- Firan inoti ada (n. father) kureva baba. Mamwe mazwi: ade (n. mother) kureva amai.
- Firan inoti gwom (n. King, chief, ruler) kureva mambo, ishe kana mutongi.
- Firan inoti kundalan (length) kureva hurefu. Mamwe mazwi: ndala (n. long) kureva refu.
- Firan inoti kutama, kutak (n. foot) kureva tsoka.
- Firan inoti tsok (n. buttocks) kureva magaro. Mamwe mazwi: nyisi (n. tear) kureva musodzi.
- Firan inoti atom (aardvark) kureva hweru.
- Firan inoti tselem (n. Nile crocodile) kureva garwe.
- Firan inoti hyen (n. snake - generic) kureva nyoka.
- Firan inoti nyale (n. cattle egret) - zvichida vanoreva fudzamombe?
Nhamba
chinjirudzaChiShona | Firan | English |
---|---|---|
Posi | Zini | One |
Piri | Kafa | Two |
Tatu | Katat | Three |
Ina | Kanas | Four |
Shanu | Katon | Five |
Tanhatu | Ketitat | Six |
Nomwe | Kanetat | Seven |
Sere | ekara | Eight |
Pfumbamwe | Kunun | Nine |
Gumi | Akpop | Ten |