Chikwahane

(runangakatsva kubva kuKuhane)

Chikwahane mutauro unotaurwa kuNamibia, Zambia neBotswana nevanhu vanomara Pedro neRwizi Zambezi.

Mazwi Anotodza Shona

chinjirudza
  • Kuhane inoti matama (cheeks) kureva matama.
  • Kuhane inoti linso kana menso (eye) kureva ziso.
  • Kuhane inoti mulandu kana milandu (affair, story) kureva murandu.
  • Kuhane inoti busu (face) kureva chiso.
  • Kuhane inoti kubusu (front) kureva kumberi.
  • Kuhane inoti muene (stranger) kureva muenzi.
  • Kuhane inoti lino kana meno (tooth) kureva zino kana meno.
  • Kuhane inoti mate (saliva) kureva mate.
  • Kuhane inoti bulwa (pus) kureva hurwa.
  • Kuhane inoti lukuni (firewood) kureva huni.
  • Kuhane inoti buta (bow) kureva uta.
  • Kuhane inoti kuzana (dance) kureva kudzana.
  • Kuhane inoti cisima (well) kureva tsime.
  • Kuhane inoti buusi (smoke) kureva hutsi.
  • Kuhane inoti ivu kana mavu (soil) kureva ivhu.
  • Kuhane inoti mulonga (river) kureva rwizi kana ronga.
  • Kuhane inoti umbwa (dog) kureva imbwa.
  • Kuhane inoti ungwe (leopard) kureva ingwe.
  • Kuhane inoti mutabi (branch) kureva davi.
  • Kuhane inoti muzi (root) kureva mudzi.
  • Kuhane inoti mafuta (oil) kureva mafuta.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Kuhane inoti kumbale (side). Mamwe mazwi: cizama (tobacco garden) munda wefodya.
  • Kuhane inoti kutenda (work) kureva kushanda.
  • Kuhane inoti inyungu (cooking pot) kureva poto.
  • Kuhane inoti cibero (thigh) kureva chidya.


[1]

  1. https://digitalcollections.lib.uct.ac.za/kuhane-vocabulary