Chikwahane
(runangakatsva kubva kuKwahane)
Chikwahane mutauro unotaurwa kuNamibia, Zambia neBotswana nevanhu vanomara Pedro neRwizi Zambezi.
- Mamwe mazita emutauro uyu anoti Kuhane, Kwahane, Chikuahane kana Ciikuhane.
Mazwi Anotodza Shona
chinjirudza- Kuhane inoti matama (cheeks) kureva matama.
- Kuhane inoti linso kana menso (eye) kureva ziso.
- Kuhane inoti mulandu kana milandu (affair, story) kureva murandu.
- Kuhane inoti busu (face) kureva chiso.
- Kuhane inoti kubusu (front) kureva kumberi.
- Kuhane inoti muene (stranger) kureva muenzi.
- Kuhane inoti lino kana meno (tooth) kureva zino kana meno.
- Kuhane inoti mate (saliva) kureva mate.
- Kuhane inoti bulwa (pus) kureva hurwa.
- Kuhane inoti lukuni (firewood) kureva huni.
- Kuhane inoti buta (bow) kureva uta.
- Kuhane inoti kuzana (dance) kureva kudzana.
- Kuhane inoti cisima (well) kureva tsime.
- Kuhane inoti buusi (smoke) kureva hutsi.
- Kuhane inoti ivu kana mavu (soil) kureva ivhu.
- Kuhane inoti mulonga (river) kureva rwizi kana ronga.
- Kuhane inoti umbwa (dog) kureva imbwa.
- Kuhane inoti ungwe (leopard) kureva ingwe.
- Kuhane inoti mutabi (branch) kureva davi.
- Kuhane inoti muzi (root) kureva mudzi.
- Kuhane inoti mafuta (oil) kureva mafuta.