- Mmen vanoti alɨmā kana lɨma (n. darkness) kureva rima.
- Mmen vanoti ekamē kana kame (v. squeezing) kureva kukama.
- Mmen vanoti kam (v. milk cows, goats) kureva kukama mukaka.
- Mmen vanoti endô (1. going; 2. leaving; 3. exit) kureva kuenda.
- Mmen vanoti ezomē (dryness) kureva kuwoma.
- Mmen vanoti fof (v. be blind) kureva bofu.
- Mmen vanoti kwàŋ (v. cut) kureva kucheka.
- Mmen vanoti mchi (n. land, soil, ground) kureva pasi. Swahili vanoti nchi.
- Mmen vanoti ngɔ̀mbè (n. animal) kureva mhuka. Fananidzai nokuti mombe?
- Mmen vanoti nanâs (n. pineapple) kureva chinanazi.
- Mmen vanoti nyàm (n. animal) kureva mhuka.
- Mmen vanoti pɛse (v. cause to burn) kureva kupisa.
- Mmen vanoti pòpo (n. papaya, pawpaw) kureva popo.
- Mmen vanoti saʼ (v. rule over, dominate; 2. judge) kureva kutonga kana kuvusa.
- Mmen vanoti wùsaʼ (nv. ruler, judge) kureva muvusi.
- Mmen vanoti ashi, -si kana -shi (first) kureva posi.
- Mmen vanoti təm (v. clear land for planting) kureva kutema miti muchiita munda.
- Mmen vanoti tom (v. send) kureva kutuma. Mamwe mazwi: tomne (v. interchange).
- Mmen vanoti vayn (n. child) kureva mwana.
- Mmen vanoti zhi (eat, inherit, conquer, defeat, succeed) kureva kudya.
- Mmen vanoti zhise (v. feed) kureva kudyisa.
- Mmen vanoti angwa (n. blight).
- Mmen vanoti anyâmnè {n. jackal, wild dog) kureva gava kana mhumhi.
- Mmen vanoti atum kana tume (foreign) kureva munhu mupara.
- Mmen vanoti efɛte (n. creation) kureva kusika. Mamwe mazwi: fɛte (v. create, make, produce).
- Mmen vanoti efôf (n. blindness) kureva upofu.
- Mmen vanoti eghɨm (num. ten) kureva gumi.
- Mmen vanoti enda kana tenda pakuwanda (n. tribe, country, ethnic group, community) kureva rudzi.
- Mmen vanoti esɛle kana sɛlêzè (1. freshness; 2. brightness).
- Mmen vanoti fekwû (n. rock hyrax). Fananidzai nokuti Vheku?
- Mmen vanoti fende (n. bowl made of clay (earthenware)) kureva mbiya.
- Mmen vanoti fesòlè (thorn) kureva munzwa.
- Mmen vanoti fote (v. give in a small amount)) kureva kupa zvishoma.
- Mmen vanoti nyòm (v. smile) kureva kunyemwerera.
- Mmen vanoti nyɔŋte (v. suck (not much)) kureva kuyamwa zvishoma.
- Mmen vanoti pə̀sè (v. divert). Fananidzai nokuti [[kupesanisa]?.
- Mmen vanoti sam (move away, migrate) kureva kutama.
- Mmen vanoti sànji kana sàndʒi (n. pomposity).
- Mmen vanoti suʼsū (n. bunch; 2. cluster) kureva chitsumbu.
- Mmen vanoti suʼse (v. put down) kureva kuisa pasi.
- Mmen vanoti tendi (n. algae, slime) kureva zerere.
- Mmen vanoti tsìndɛ (n. one who holds a functionary office).
- Mmen vanoti tsò (n. brook; stream) kureva rukorodzi.
- Mmen vanoti tsose (v. lower; oust) kureva kudzikisa. Mamwe mazwi: tsote (v. lower).
- Mmen vanoti vaandɛ (n. relative) kureva hama.
- Mmen vanoti vaashi (n. first-born) kureva dangwe.
- Mmen vanoti zhoa (n. island) kureva chitsuwa.
- Mmen vanoti zhîndɛ̂ (n. successor) kureva mugari wenhaka.
- Mmen vanoti ezhi kana zhize (n. food, meal, feeding). Fananidzai nokuti zhizha?
- Mmen vanoti vasò (n. brother, sister, close relative, close friend; close associate).